Lyrics

Kudya zvinonaka hunge washanda nesimba, zvine mubairo mukoma (Zvine mubairo mukoma, zvine mubairo) Kunwa mvura hunge wadya zvinonaka, zvine mubairo hanzvadzi (Zvine mubairo mukoma, zvine mubairo) Kugara zvakanaka hunge washandisa brain wo, zvine mubairo hanzvadzi (Zvine mubairo mukoma, zvine mubairo) Kugara zvakanaka hunge washandisa brain, zvine mubairo mukoma (Zvine mubairo mukoma, zvine mubairo) Kugara zvakanaka hunge wazvishandira zvisina ruchochoro mukoma (Zvine mubairo mukoma, zvine mubairo) Kugara zvakanaka hunge washanda nesimba, zvisina ruchochoro mukoma (Zvine mubairo mukoma, zvine mubairo) Kugara zvakanaka kunodadisa panyika mukoma (Zvine mubairo mukoma, zvine mubairo) Kugara zvakanaka kunodadisa pane vamwe hanzvadzi (Zvine mubairo mukoma, zvine mubairo) Shanda nesimba mukoma, ushandire musha wako Shanda nesimba mukoma, ushandire musha wako Shanda nesimba hanzvadzi, ushandire imba yako Shanda nesimba hanzvadzi, ushandire imba yako Chirega kuora moyo, uchishandira vana ava Chirega kuora moyo, uchishandira vana ava Chirega kuora moyo, uchishandira vana ava Chirega kuora moyo, uchishandira vana ava Chirega kuora moyo, uchishandira mhuri yako Chirega kuora moyo, uchishandira mhuri yako Chirega kuora moyo, uchishandira vana ava Chirega kuora moyo, uchishandira vana ava
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out