Lyrics

Nhamo yandakura nayo ini baba, yamakandisiya ndiri nherera Nhamo yandakura nayo ini baba, yamakandisiya ndiri nherera Nhamo yatakura nayo isu ambuya, yamakatisiya tiri mudumbu Nhamo yatakura nayo isu ambuya, yamakatisiya tiri mudumbu Nhamo yandakura nayo ini tete, yamakandisiya ndichakadai Nhamo yatakura nayo isu tete, yamakatisiya tichakadai Nhamo yandakura nayo ini baba, yamakandisiya ndiri nherera Nhamo yatakura nayo isu ambuya, yamakatisiya tiri mudumbu Nhamo yatakura nayo isu tete, yamakatisiya tichakadai Nhasi vave neruchiva ava baba, makandisiya ndiri nherera Nhasi vave neruchiva ava ambuya, makatisiya tiri mudumbu Nhasi vave neruchiva ava tete, makatisiya tichakadai Nhasi vave neruchiva ava baba, makandisiya ndiri nherera Nhasi vave neruchiva ava ambuya, makatisiya tiri nherera Nhasi vave neruchiva ava ambuya, makatisiya tiri mudumbu Nhasi vave neruchiva ava tete, makatisiya tichakadai
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out