Lyrics

Tezvara vangu ndingavatenda neiko vakandizvarira chinanaidze changu wo? Ambuya vangu ndingavatenda neiko vakandizvarira chinanaidze changu wo? Tezvara vangu ndingavatenda neiko vakandizvarira chinanaidze changu wo? Ambuya vangu ndingavatenda neiko vakandizvarira chinanaidze changu wo? Tezvara vangu ndingavatenda neiko vakandizvarira chinanaidze changu wo? Ambuya vangu ndingavatenda neiko vakandizvarira chinanaidze changu wo? Handina ruvengo Handivavengi Handina ruvengo Chakanaka chete kuroorerana Ngatikudzei chete kuroorerana
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out