Lyrics

Mwana mukomana zvawazvarwa, pasi pane mabasa, wokudza midzimu yako (Ehee) Mwana mukomana zvawazvarwa, pasi pane mabasa, wokudza baba vako Mwana musikana zvawazvarwa, pasi pane mabasa, wokudza amai vako Mwana musikana zvawazvarwa, pasi pane mabasa, wokudza amai vako Rwendo ruya ndakatumira shoko, hamuna kuuya seiko? Rwendo ruya ndakatumira shoko, hamuna kuuya seiko? Rwendo runo ndichatumira shoko, munouya here gore rino? (Hameno ndikauya ini gore rino) Munouya here gore rino? (Hameno ndikauya ini gore rino) Ndakumirira gore rino? (Hameno ndikauya ini gore rino) Vakakumirira gore rino? (Hameno ndikauya ini gore rino) Uchauya here gore rino? (Hameno ndikauya ini gore rino)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out