Lyrics

Chiiko chinokunetsa? Ndinyorere tsamba, kana paine zvanetsa Ini ndiri kure Chiiko chinokunetsa? Ndinyorere tsamba, kana paine zvanetsa Ini ndiri kure Chiiko chinokunetsa? Ndichayire foni kana paine zvanetsa Ini ndiri kure Chiiko chinokunetsa? Ndichayire foni kana paine zvanetsa Ini ndiri kure Chiiko chinokunetsa? Udza amai kana paine zvanetsa Ini ndirikure Chiiko chinokunetsa? Udza amai kana paine zvanetsa Ini ndirikure Chiiko chinokunetsa? Ndinyorere tsamba, kana paine zvanetsa Ini ndiri kure Chiiko chinokunetsa? Ndichayire foni kana paine zvanetsa Ini ndiri kure Chiiko chinokunetsa? Udza amai kana paine zvanetsa Ini ndirikure Ini here mudiwa wangu ndatambura ini Chokwadi nokukufunga ndinyorere Ini here mudiwa wangu ndatambura ini Chokwadi nokukufunga ndifonere Chokwadi mudiwa wangu ndatambura ini Chokwadi nokukufunga ndinyorere
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out