Lyrics

Munhu ndiye akaipa, ndichiroora oti matsva matsva nemukadzi wangu Ndiregezve kuroora hunzi bhachura ratinetsa kubikira mumba muno Tiregezve kuroorwa hunzi mapfambi aya atinetsa mumba muno Vepamanext door navo ndisati ndawana, vanga vakamirira kuona mukadzi wangu Nhasi ndaroora vekuma next door zvirehwarehwa zvavo zvose voturira mukadzi wangu Ko zvakaipa here kuroora hama ndiudzeiwo? (Ndisiyei ndakadaro mwana wavaridzi) Ko zvakaipa here kuroora kuti tiwande? (Ndisiyei ndakadaro mwana wavaridzi) Ko zvakaipa here kuroora rudzi rukure? (Ndisiyei ndakadaro mwana wavaridzi) Maoko akaipa pakudya pabasa akanaka aya (Ndisiyei ndakadaro mwana wavaridzi) Maoko anowanda pakudya pabasa akanaka aya (Ndisiyei ndakadaro mwana wavaridzi) Ndisiyei ndakadaro mwana wavaridzi ini (Ndisiyei ndakadaro mwana wavaridzi) Munhu ndiye akaipa chete, asingadi kuona vagere zvakanaka Munhu ndiye akaipa chete, asingadi kuona vagere zvakanaka Ma-jealous
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out