Lyrics

Jah Signal (Oskid Production) Swaah! Gobisiqolo! Ntim ntim ntim Gobisiqolo! Gobisiqolo! Ntim ntim ntim Gobisiqolo! Chakanyanya! Chakanyanya! Wambonzwawo here? Chakanyanya! Chakanyanya! Chingoma ngoma chacho Chokonyonyo! Chokonyonyo! Wambonzwawo here? Chokonyonyo! Chokonyonyo! Chingoma ngoma chacho Chakanyanya! Chakanyanya! Hazvidi vanosunga homwe Chakanyanya! Chakanyanya! Chingoma chaSigi Chokonyonyo! Chokonyonyo! Hazvidi vanosunga homwe Chokonyonyo! Chokonyonyo! Chingo-ngo-ngo-ngo-ngo Chakanyanya! Handingaregi kufara nekuti imi makagumbuka Kana ndodya mari yangu, hama musambovhunduka Ndonanga kumafaro, kumba handingarare Kana ini ndisipo nema-jive ngoma hairire Oskid rova ngoma, nguva iya yakwana Sigi opinda mudariro tomborova mangoma Chokonyonyo! (Chokonyonyo! Chokonyonyo!) Chokonyonyo! Chokonyonyo! (Chokonyonyo!) Tirarira! Chakanyanya! Chakanyanya! Wambonzwawo here? Chakanyanya! Chakanyanya! Chingoma ngoma chacho Chokonyonyo! Chokonyonyo! Wambonzwawo here? Chokonyonyo! Chokonyonyo! Chingoma ngoma chacho Chakanyanya! Chakanyanya! Hazvidi vanosunga homwe Chakanyanya! Chakanyanya! Chingoma chaSigi Chokonyonyo! Chokonyonyo! Hazvidi vanosunga homwe Chokonyonyo! Chokonyonyo! Chakanyanya! Chakanyanya! Oh oh oh Rasa hunhu, rasa musikana Oh oh oh Zunza, zunza tiyendewo Usatsenga mvura kune zvinonaka Zunza homwe, zunza tiyende Ukava Mutangadura, makwaridheti ndadura Totonotsvaga our dollar Nhasi ndagura wadura Ihomwe yangu ndozvidura Mari yangu handina Thula Silent Killer paJoza Oh-oh-oh-oh Chakanyanya! Chakanyanya! Wambonzwawo here? Chakanyanya! Chakanyanya! Chingoma ngoma chacho Chokonyonyo! Chokonyonyo! Wambonzwawo here? Chokonyonyo! Chokonyonyo! Chingoma ngoma chacho Chakanyanya! Chakanyanya! Hazvidi vanosunga homwe Chakanyanya! Chakanyanya! Chingoma chaSigi Chokonyonyo! Chokonyonyo! Hazvidi vanosunga homwe Chokonyonyo! Chokonyonyo! Chingo-ngo-ngo-ngo-ngo Chakanyanya! Gobisiqolo! Ntim ntim ntim Gobisiqolo! Gobisiqolo! Ntim ntim ntim Gobisiqolo! Gobisiqolo! Ntim ntim ntim Gobisiqolo! Gobisiqolo! Ntim ntim ntim Gobisiqolo! (Chakanyanya!) Rasa hunhu, rasa musikana Zunza, zunza tiyendewo Kusatsenga mvura kune zvinonaka Zunza homwe, zunza tiyendewo
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out