Lyrics

Shamiso wenyu ndaimudawo ambuya Shamiso wenyu ndaimudawo ambuya Shamiso wenyu ndaimudawo ambuya Shamiso wenyu ndaimudawo ambuya Takazokonana pave payepaye Takazokonana pave payepaye, mumba Takazokonana pave payepaye Takazokonana pave payepaye, mumba Nekusaziva zvinodiwa mumba umu Nekusaziva zvinodiwa mumba umu Nekusaziva zvinodiwa mumba umu Nekusaziva zvinodiwa mumba umu Musambodaro zvenyu baba vaPeter Musambodaro zvenyu baba vaPeter Musambodaro zvenyu baba vaPeter Musambodaro zvenyu baba vaPeter Iyi inyaya diki inorapika Tiri vaviri, tiri mumba medu Iyi inyaya diki inorapika Tiri vaviri, tiri mumba medu Haya
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out