Lyrics

Usatye kuyedza, hauzive zvichaitika Usatye kusekwa, hauzive zviri mberi Usatyire kure kure zviuya zviri mberi Usatyire kure kure simbi inorohwa ichapisa Usatye kuyedza, hauzive zvichaitika Usatye kusekwa, hauzive zviri mberi Usatyire kure kure, zviuya zviri mberi Usatyire kure, simbi inorohwa ichapisa Matanda masayirirwa unosiya nerine muchenje Matanda mazungunuswa unosiya nerakaora Matanda masayirirwa unosiya nerine muchenje Matanda mazungunuswa unosiya nerakaora Usatye kuyedza, hauzive zvichaitika Usatye kusekwa, hauzive zviri mberi Usatyire kure kure, zviuya zviri mberi Usatye kusekwa, simbi inorohwa ichapisa Chembere yekwaChivi yakabika mabwe nemunyu zvikaramba Asi vanhu vakamwa muto zvinhu zviyedzwa Chembere yekwaChivi yakabika mabwe nemunyu zvikaramba Asi vanhu vakamwa muto zvinhu zviyedzwa Matanda masayirirwa unosiya nerine muchenje Matanda mazungunuswa unosiya nerakaora Matanda masayirirwa unosiya nerine muchenje Matanda mazungunuswa unosiya nerakaora Usatye kuedza, hauzive zvichaitika Usatye kusekwa, hauzive zviri mberi Usatyire kure kure, zviuya zviri mberi Usatyire kure kure, simbi inorohwa ichapisa
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out