Lyrics

Baba vedu Mwari vari kumusoro kudenga Zita renyu ngarikudzwe Baba vedu Jehovah Mwari kumusoro kudenga Umambo hwenyu ngahuwande Kuda kwenyu Jehovah Mwari ngakuitwe Panyika ino sokudenga Kuda kwenyu Ishe wedu ngakuitwe Panyika pano sokudenga Mutipei kudya kwedu kwezuva rino Kwakatiringana Baba Tokumbira chingwa chedu chemwaka uno Chakatiringana Ishe Mutiregerere zvatinokutadzirai Baba Sokuregerera kwatinoita vanotitadzira Mutikanganwire zvatinokutadzirai Ishe Sokukanganwira kwatakaita vakatitadzira Baba musatisiye tichisvika pakuidzwa Baba mutinunurewo mune zvakaipa She musatirega tichisvika pakuedzwa Baba mutinunurewo mune zvakaipa Nokuti ndehwenyu humambo (Umambo, umambo ndehwenyu) Namasimba (simba, masimba ndeenyu) Nehumambo (umambo, umambo ndehwenyu) Namasimba Baba (simba, masimba ndeenyu) Masimba Baba (simba, masimba ndeenyu) Nehumambo (umambo, umambo ndehwenyu) Baba vedu Jehovah vari kumusoro kudenga Zita renyu ngarikudzwe Baba vedu Mwari vari kumuroro kudenga Umambo hwenyu ngahuwande Kuda kwenyu Baba vedu ngakuitwe Panyika pano sokudenga Kuda kwenyu Ishe wedu ngakuitwe Panyika pano sokudenga Tokumbira kudya kwedu kwezuva rino Kwakatiringana Baba Mutipei kudya kwedu kwenguva ino Kwakatiringana Ishe Mutiregerere zvatakakutadzirai Baba Sokuregerera kwatinoita vanotitadzira Mutikanganwire zvatakakutadzirai Baba Sokuregerera kwatinoita vakatitadzira Baba musatisiye tichisvika pakuidzwa Baba mutinunurewo mune zvakaipa She musatirega tichisvika pakuedzwa Jehovah mutinunurewo mune zvakaipa Nokuti ndehwenyu humambo (Umambo, umambo ndehwenyu) Namasimba (simba, masimba ndeenyu) Masimba Baba (simba, masimba ndeenyu) Baba nehumambo (umamo, umambo ndehwenyu) Masimba (simba, masimba ndeenyu) Nehumambo (umambo, umambo ndehwenyu) (Simba, masimba ndeenyu) (Umambo, umambo ndehwenyu) zvino vanoti Ishe tidzidzisei kunamata (Simba, masimba ndeenyu) She vanoti kana muchinge mava kunyengetera (Umambo, umambo ndehwenyu) munoti Baba vedu vari kudenga (Simba, masimba ndeenyu) zita renyu ngarikudzwe (Umambo, umambo ndehwenyu) umambo hwenyu ngahusvike Kuda kwenyu ngakuitwe panyika (simba, masimba ndeenyu) Sezvakunoitwa kudenga, mutipei kudya kwedu kwezuva ranhasi (Umambo, umambo ndehwenyu) kwakatiringana Mutikanganwire zvatakakutadzirai (simba, masimba ndeenyu) Sekukanganwira kwatinoita vakatitadzira Musatirega (umambo, umambo ndehwenyu) tichisvika pakuidzwa Asi mutinunure mune zvakaipa (simba, masimba ndeenyu) Nekuti masimba ndeenyu nerumbidzo (umambo, umambo ndehwenyu) Nekukudzwa Nemasimba (simba, masimba ndeenyu) Baba nehumambo (umambo, umambo ndehwenyu) Ishe namasimba (simba, masimba ndeenyu) Nehumambo (umambo, umambo ndehwenyu) Namasimba (simba, masimba ndeenyu) Baba nehumambo (umambo, umambo ndehwenyu) Umambo Baba (umambo, umambo ndehwenyu) Baba namasimba (simba, masimba ndeenyu) Nehumambo (umambo, umambo ndehwenyu) Namasimba (simba, masimba ndeenyu) Nehumambo (umambo, umambo ndehwenyu)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out