Music Video

MVIRO MVIRO PART 2 (OFFICIAL) - Charles Charamba & Fishers of Men
Watch {trackName} music video by {artistName}

Featured In

Credits

PERFORMING ARTISTS
Charles Charamba
Charles Charamba
Lead Vocals
Fishers of Men
Fishers of Men
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Charles Charamba
Charles Charamba
Composer
PRODUCTION & ENGINEERING
Charles Charamba
Charles Charamba
Producer

Lyrics

Waive murangariro wavo vanhuka Kufunga funga kwaita vaparare Waive murangariro wavo vanhuka Kufunga funga kwaita vaparare Vamwe vakati kuna Noah Ehe ngarava takavaka tese Mvura ndaimirira ndaneta Ndichauya kana konaya Vamwe vakati kuna Noah Uri mwana wamai vangu Hee, Noah pahukama Undirangarire Vamwe vakati kuna Noah Unaziva kwaunogara Ndini sadunhu wako Undirangarirewo Vamwe vakati kuna Noah Kumunda kwatinorima Kune makomo makuru Tichandoponera ikoko Vamwe vakati kuna Noah Ini ndiri mukuru pabasa Apa pakuvaka areka Uchandipa chigaro chipiko Waive murangariro wavo uyu (waive murangariro wavo vanhuka) Waive murangariro wavo vanhuka (kufunga funga kwaita vaparare) Hoo, woihere (waive murangariro wavo vanhuka) Hoo hoyere (kufunga funga kwaita vaparare) Hoo here woo here (waive murangariro wavo vanhuka) Hoo hoyere (kufunga funga kwaita vaparare) Jehovah Mwari kusamuteerera kuno urayisa (waive murangariro wavo vanhuka) Hona mukoma (kufunga funga kwaita vaparare) Jehovah Mwari kusamuteerera kunopondesa (waive murangariro wavo vanhuka) Hona mukoma (kufunga funga kwaita vaparare) Kunyangwe nazvino kusateerera kunopondesa (waive murangariro wavo vanhuka) Hoo hoyere (kufunga funga kwaita vaparare) Nyangwe nazvino kusateerera kunobaisa (waive murangariro wavo vanhuka) Teerera mukoma (kufunga funga kwaita vaparare) Ndiwo maperero adzakaita hama dzedu dzekutanga (waive murangariro wavo vanhuka) Teerera mukoma (kufunga funga kwaita vaparare) Kufunga funga, murangarirowo (waive murangariro wavo vanhuka) Ndiyo mviro mviro yekuparara (kufunga funga kwaita vaparare) (Waive murangariro wavo vanhuka) Hona mukoma (kufunga funga kwaita vaparare) Hoo, woihere (waive murangariro wavo vanhuka) Hoo hoyere (kufunga funga kwaita vaparare) Vamwe vakati kuna Noah Isu tiri vekuma Zimbabwe tinoera chapungu Tinongoponera mudenga Vamwe vakati kuna Noah Isu tinoshanda nenguva Izvi zvekusvika manheru Kwete Noah toonana Vamwe vakati kuna Noah Ndakabarwa ndiri ndega Ndokuzvikurira ndega Ndichavaka yangu ndega Vamwe vakati kuna Noah Isu tiri vaera soko Zvekusvetuka togona Ngakunaye uone Vamwe vakati kuna Noah Kubasa kwandinoshanda nguva inondinetsa Teerera Noah Zvatingaita Noah, iwe chindovaka areka Kana mvura yauya ndichazokupawo pashoma Mumwe aiyera mvuvu Zvikanzi nyaya yamandiudza yandishamisa zvikuru Ndakabarirwa mumvura Ndakakurira mumvura Vana vangu vari mumvura Bva mvura ngainaye nemusha wangu wakurawo Uyu waiyera mvuvu Zvikanzi nyaya yamataura yandityisa zvikuru Ndakabarirwa mumvura Ndakakurira mumvura Vana vangu vari mumvura Bva mvura ngainaye dunhu rangu rakurawo Waive murangariro wavo uyu (waive murangariro wavo vanhuka) Waive murangariro wavo vasikana (kufunga funga kwaita vaparare) Hoo, woihere (waive murangariro wavo vanhuka) Hoo hoyere (kufunga funga kwaita vaparare) Jehovah Mwari kusamuteerera kuno urayisa (waive murangariro wavo vanhuka) Teerera mukoma (kufunga funga kwaita vaparare) Jehovah Mwari kusamuteerera kuno urayisa (waive murangariro wavo vanhuka) Hoo, hoyere (kufunga funga kwaita vaparare) Kunyangwe nazvino kusateerera kunopondesa (waive murangariro wavo vanhuka) Hona mukoma (kufunga funga kwaita vaparare) Kunyangwe nazvino kusateerera kunobaisa (waive murangariro wavo vanhuka) Hoo, hoyere (kufunga funga kwaita vaparare) Ndiwo maperero adzakaita hama dzedu dzekutanga (waive murangariro wavo vanhuka) Hoo, hoyere (kufunga funga kwaita vaparare) Ndiwo maperero adzakaita hama dzedu dzekutanga (waive murangariro wavo vanhuka) Hona mukoma (kufunga funga kwaita vaparare) Kufunga funga, murangarirowo (waive murangariro wavo vanhuka) Ndiyo mviro mviro yekuparara (kufunga funga kwaita vaparare)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out