Lyrics

Kumakomo uko ngarumbidzwe Mwari Kumasango uko ngarumbidzwe Mwari Mugungwa, muhova dzemvura ngarumbidzwe Mwari Nemunyika dzose ngarumbidzwe Mwari Kumakomo uko ngarumbidzwe Mwari Kumasango uko ngarumbidzwe Mwari Mugungwa, muhova dzemvura ngarumbidzwe Mwari Nemunyika dzose ngarumbidzwe Mwari Nokuti hakuna rimwe zita kudenga napanyika Ratingaponeswa naro, asi zita raJesu Kunyangwe waive Mwari wakazvininipisa Kufa pamuchinjikwa nokuda kwangu ini newe Kumakomo uko ngarumbidzwe Mwari Kumasango uko ngarumbidzwe Mwari Mugungwa, muhova dzemvura ngarumbidzwe Mwari Nemunyika dzose ngarumbidzwe Mwari Kumakomo uko ngarumbidzwe Mwari Kumasango uko ngarumbidzwe Mwari Mugungwa, muhova dzemvura ngarumbidzwe Mwari Nemunyika dzose ngarumbidzwe Mwari Hatina kutengwa nezvinoora sirivha kana ndarama Takatengwa naJesu neropa pamuchinjikwa Zvataiva panyika tiri vatadzi zvedu Takazara muzvivi takangomirira rufu Mwari vakatipa Jesu tikayanana navo Ngarumbidzwe Jesu varumbidzwe Mwari Kumakomo uko ngarumbidzwe Mwari Kumasango uko ngarumbidzwe Mwari Mugungwa, muhova dzemvura ngarumbidzwe Mwari Nemunyika dzose ngarumbidzwe Mwari Kumakomo uko ngarumbidzwe Mwari Kumasango uko ngarumbidzwe Mwari Mugungwa, muhova dzemvura ngarumbidzwe Mwari Nemunyika dzose ngarumbidzwe Mwari Nokuti hakuna rimwe zita kudenga napanyika Ratingaponeswa naro, asi zita raJesu Kunyangwe waive Mwari wakazvininipisa Kufa pamuchinjikwa nokuda kwangu ini newe Hatina kutengwa nezvinoora sirivha kana ndarama Takatengwa naJesu neropa pamuchinjikwa Zvataiva panyika tiri vatadzi zvedu Takazara muzvivi takangomirira rufu Mwari vakatipa Jesu tikayanana navo Ngarumbidzwe Jesu varumbidzwe Mwari Kumakomo uko varumbidzwe Mwari Kumasango uko ngarumbidzwe Mwari Mugungwa, muhova dzemvura varumbidzwe Mwari Nemunyika dzose ngarumbidzwe Mwari Kumakomo uko ngarumbidzwe Mwari Kumasango uko ngarumbidzwe Mwari Mugungwa, muhova dzemvura ngarumbidzwe Mwari Nemunyika dzose ngarumbidzwe Mwari Kumakomo uko ngarumbidzwe Mwari Kumasango uko ngarumbidzwe Mwari Mugungwa, muhova dzemvura ngarumbidzwe Mwari
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out