Lyrics

Kundinetsa kwese kwaunoita uku pasina chandatadza Unondinetsereyi? Kundituka kwese kwaunoita uku pasina chandatadza Unonditukireyi? Kundireva kwese kwaunoita uku pasina chandatadza Unondirevereyi? Zviri nane tibvunze kuna Mwari Zviri nane Zviri tibvunze kumhepo Zviri nane Zviri nane tibvunze kumatenga Zviri nane Kundimaka kwese kwaunoita uku pasina chandatadza Unondimakireyi? Kundishusha kwese kwaunoita uku pasina chandakuita Unondishushireyi? Kundimaka kwese kwaunoita uku pasina chandatadza Unondimakireyi? Zviri nane tibvunze kuna Mwari Zviri nane Zviri tibvunze kumhepo Zviri nane Zviri nane tibvunze kumatenga Zviri nane Chokwadi tibvunze kuna Mwari Zviri nane Ndizvo here ndizvo izvi Aiwaiwa kwete Ndizvo here ndizvo izvi Aiwaiwa kwete Kundituka kwese kwaunoita uku pasina chandatadza Unonditukireyi? Kundireva kwese kwaunoita uku pasina chandatadza Unondirevereyi? Kundimaka kwese kwaunoita uku pasina chandakuita Unondimakireyi? Zviri nane tibvunze kumatenga Zviri nane Zviri tibvunze kumhepo Zviri nane Zviri nane tibvunze kuna Mwari Zviri nane Zviri tibvunze kumhepo Zviri nane tibvunze kuna Mwari Zviri nane tibvunze kumatenga Zviri nane Ndizvo here ndizvo izvi Aiwaiwa kwete Ndizvo here ndizvo izvi Aiwaiwa kwete
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out