Lyrics

Amai vaJennifer, baba vaJennifer Regai kurambana, kana kugumburana Amai vaJennifer, baba vaJennifer Regai kurambana, kana kugumburana Kana mukarambana vana vachachema Amai vedu vari kupiko, baba vedu varipi? Vana vachaita seiko? Ambuya vacho chidhakwa Vana vachaendepiko? Sekuru vacho chidhakwa Vana venyu vane chigumbu Vana yenyu havana rugare Vana venyu vane chigumbu Vana venyu havana rugare Kana mukarambana vana vachachema Amai vedu vari kupiko, baba vedu varipi? Vana vachaita seiko? Ambuya vacho chidhakwa Vana vachaendepiko? Sekuru vacho chidhakwa Mwana anokura asina baba namai haakure zvakanaka Mwana anokura asina baba namai haakure zvakanaka Anokura ane chigumbu, hupenyu hwake haana rugare Anokura ane chigumbu, hupenyu hwake haana rugare Anokura ane chigumbu, hupenyu hwake haana rugare Vana venyu vane chigumbu Vana venyu havana rugare Vana venyu vane chigumbu Vana venyu havana rugare Amai vaJennifer, baba vaJennifer Regai kuramba kana kugumburana Amai vaJennifer, baba vaJennifer Regai kuramba kana kugumburana Amai vaJennifer, baba vaJennifer Regai kuramba kana kugumburana Vana venyu vane chigumbu Vana venyu havana rugare Vana venyu vane chigumbu Vana venyu havana rugare Vana venyu vane chigumbu Vana venyu havana rugare Vana venyu vane chigumbu Vana venyu havana rugare
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out