Lyrics

Haleluya, haleluya Haleluya, haleluya Haleluya, haleluya Haleluya, amen Haleluya, haleluya Haleluya, haleluya Haleluya, haleluya Haleluya, amen Mweya wangu une Muponesi Ini ndakasunungurwa Musununguri ngandiyananiswe Ndichagamuchirwasu? Mweya wangu une Muponesi Ini ndakasunungurwa Musununguri ngandiyananiswe Ndichagamuchirwasu? Ini ndoda, ini ndoda Ini ndoda Mwari Muyamuri Uri wangu ndakatengwa neropa raJesu Ndava wake chose Ini ndoda, ini ndoda Ini ndoda Mwari Muyamuri Uri wangu ndakatengwa neropa raJesu Ndava wake chose Munoziva kusasimba kwangu Ini ndotya kurasika Asi imi Jesu muri simba rangu Ndimi munondipa simba Munoziva kusasimba kwangu Ini ndotya kurasika Asi imi Baba She muri simba rangu Ndimi munondipa simba Ini ndoda, ini ndoda Ini ndoda Mwari Muyamuri Uri wangu ndakatengwa neropa raJesu Ndava wake chose Ini ndoda, ini ndoda Ini ndoda Mwari Muyamuri Uri wangu ndakatengwa neropa raJesu Ndava wake chose Hongu Ishe tipe isu tose Idzo ngoni dzenyu Mwariwe Nechinobva pamoyo tichiti Isu tichava waKristu Nengoni tichagamuchira tsitsi Rudo rwenyu Kristu Rwaukunda iwo moyo wangu Baba ndichavimba nemi Ini ndoda, ini ndoda Ini ndoda Mwari Muyamuri Uri wangu ndakatengwa neropa raJesu Ndava wake chose Ini ndoda, ini ndoda Ini ndoda Mwari Muyamuri Uri wangu ndakatengwa neropa raJesu Ndava wake chose Vakauya vamwe vachibvunza Ko nhai, tingaponeswe here? Hongu tinoda muponesiwe Kana nesu tinodaro Vakauya vamwe vachibvunza Ko nhai, tingaponeswe here? Hongu tinoda muponesiwe Kana nesu tinodaro Ini ndoda, ini ndoda Ini ndoda Mwari Muyamuri Uri wangu ndakatengwa neropa raJesu Ndava wake chose Ini ndoda, ini ndoda Ini
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out