Lyrics

Simplex Chairman Mukurukuru, yanaya for Ndanzwa moyo wangu Uchibatikana pandakushaya mudiwa Ndionozokusuwa mudiwa Handingagoni kurarama iwewe usipo Handingagoni kurarama iwewe waenda Handingagoni kurarama iwewe usipo Handingagoni kurarama iwewe waenda Babe wangu, ndini ndichabaiwa Ndini ndichashaiwa Ndini ndichatambura, ha ha ha Ndini ndichabaiwa Ndini ndichashaiwa Ndini ndichatambura, ha ha ha Ndakatodyara moyo pauri ndiwe mavhu Handichamboda kutamba nemoyo mudiwa ndabvuma Ndichakuda mudiwa kusvika wati ndabvuma Handichamboda kutamba nemoyo mudiwa kunge nhabvu Wandipa rudo rwunodzika kubva kuma kore Kudanana newe mudiwa hazvisi nyore Kusiyana newe mudiwa wangu handibvume Ndichakupa rudo mudiwa rwusingagume Kurarama iwewe usipo Handingagoni kurarama iwewe waenda Handingagoni kurarama iwewe usipo Handingagoni kurarama iwewe waenda Babe wangu, ndini ndichabaiwa Ndini ndichashaiwa Ndini ndichatambura, ha ha ha Ndini ndichabaiwa Ndini ndichashaiwa Ndini ndichatambura, ha ha ha Wakato sima midzi mumoyo mangu Ndiwe wakabata moyo wangu Rega ndikuudze shoko mumwe wangu Watova chishamiso mumiri wangu Rega ndibatisise midzimu haipe kaviri Hapana kwauchaenda mudiwa uchiisa ini Ndanzwa moyo wangu Uchibatikana pandakushaya mudiwa Ndionozokusuwa mudiwa Handingagoni kurarama iwewe usipo Handingagoni kurarama iwewe waenda Handingagoni kurarama iwewe usipo Handingagoni kurarama iwewe waenda Babe wangu, ndini ndichabaiwa Ndini ndichashaiwa Ndini ndichatambura, ha ha ha Ndini ndichabaiwa Ndini ndichashaiwa Ndini ndichatambura, ha ha ha Handingagoni kurarama iwewe usipo Handingagoni kurarama iwewe waenda Handingagoni kurarama iwewe usipo Handingagoni kurarama iwewe waenda Babe wangu, ndini ndichabaiwa Ndini ndichashaiwa Ndini ndichatambura (Simplex Music) ha ha ha Ndini ndichabaiwa Ndini ndichashaiwa Ndini ndichatambura, ha ha ha
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out