Lyrics

Handisi kumbomhanyiswa ndirikuda kufambawo zvandinoda Musandikanganise ndiri kuda kunzwawo zvandinonzwa Panorairwa mwana wamambo Newe muranda terera Mune ngozi mumusha umu Hazvinei neakaipara Amai vaigunun'una Amai venyu vaiginun'una Amai vaigunun'una Amai venyu vaiginun'una Makavanongedzera huroyi Mhamha makavanongedzera hurombwa Makavanongedzera huroyi Mhamha makavanongedzera hurombwa (Aiya hondende) Mhamha makavanongedzera hurombwa (Aiya hondende) Mhamha makavanongedzera hurombwa Vakati mwana wangu ndini ndakamurera Mukaka waimwa waibva muvira mangu Ndaisarara achindisveta Ropa rangu ndorakamurera Handina kumbofunga kubvisawo mimba Kana kumurasa zvake achiri pwere Nhasi uno paachingokura Akundinongedzera hurombwa Makavanongedzera huroyi Mhamha makavanongedzera hurombwa Makavanongedzera huroyi Mhamha makavanongedzera hurombwa (Aiya hondende) Mhamha makavanongedzera hurombwa (Aiya hondende) Mhamha makavanongedzera hurombwa Vakatofa nechigumbu amai Vakafa zvichivanetsa Hanzvadzi dzavo hadzina mufaro Vana sekuru vakatobata matemo Vaitoda kuripwa Mombe chaidzo dzinotsika Kana riri doro tinobika Zvichemo zvedu zvigosvika Makavanongedzera huroyi Mhamha makavanongedzera hurombwa Makavanongedzera huroyi Mhamha makavanongedzera hurombwa (Aiya hondende) Mhamha makavanongedzera hurombwa (Aiya hondende) Mhamha makavanongedzera hurombwa Handisi kumbomhanyiswa ndirikuda kufambawo zvandinoda Musandikanganise ndiri kuda kunzwawo zvandinonzwa Panorairwa mwana wamambo Newe muranda terera Mune ngozi mumusha umu Hazvinei neakaipara Amai vaigunun'una Amai venyu vaiginun'una Amai vaigunun'una Amai venyu vaiginun'una Makavanongedzera huroyi Mhamha makavanongedzera hurombwa Makavanongedzera huroyi Mhamha makavanongedzera hurombwa (Aiya hondende) Mhamha makavanongedzera hurombwa (Aiya hondende) Mhamha makavanongedzera hurombwa Makavanongedzera huroyi Mhamha makavanongedzera hurombwa Makavanongedzera huroyi Mhamha makavanongedzera hurombwa (Aiya hondende) Mhamha makavanongedzera hurombwa (Aiya hondende) Mhamha makavanongedzera hurombwa
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out