Lyrics

Zuva rakatanga zvakanaka Ndangariro nepfungwa dziri pakanaka Mufaro nekutenda kana nechandaivhunduka hapana Pasina nguva, munhu hakuna (Wamakasiya nezuro amira kufema) Pasina nguva, munhu hakuna (Wamakatarisira wenyu ayenda) Unotyei, unotyei? Unotyei, unotyei? (Ndangariro dziri mberi handi dzako) Wagumirwa here, wapererwa here? (Ndangariro dziri mberi handi dzako) Wagumirwa here, wapererwa here? (Ndangariro dziri mberi handi dzako) Vana ava ndovapei? Chekubata ndochiwana sei? Dai ndawana zano ndaziva zviri mberi Zvinodai ngei? Pasina nguva, munhu hakuna (Wamakasiya nezuro amira kufema) Pasina nguva, munhu hakuna (Wamakatarisira wenyu ayenda) Unotyei, unotyei? Unotyei, unotyei? (Ndangariro dziri mberi handi dzako) Wagumirwa here, wapererwa here? (Ndangariro dziri mberi handi dzako) Wagumirwa here, wapererwa here? (Ndangariro dziri mberi handi dzako) Ha-a-a hanzi, "Nyarara" Ha-a-a hanzi, "Chema uine tariro" Ha-a-a hanzi, "Shingirira" Ha-a-a hanzi, "Inguva" Pasina nguva, munhu hakuna (Wamakasiya nezuro amira kufema) Pasina nguva, munhu hakuna (Wamakatarisira wenyu ayenda) Unotyei, unotyei? Unotyei, unotyei? (Ndangariro dziri mberi handi dzako) Wagumirwa here, wapererwa here? (Ndangariro dziri mberi handi dzako) Wagumirwa here, wapererwa here? (Ndangariro dziri mberi handi dzako) Zvakamira seiko, tozviita sei? He-he-hey Zvakamira seiko, tozviita sei? He-he-hey Ha-a-a hanzi, "Nyarara" Ha-a-a hanzi, "Chema uine tariro" Ha-a-a hanzi, "Shinga" Ha-a-a ha-a-a hanzi, "Inguva" Pasina nguva, munhu hakuna Pasina nguva, munhu hakuna Alicious
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out