Lyrics

Painful They always worry about (pain) yo (painful) Yo (sa-sa-sa-sa, Salsa Records) They always worry about kuchemera attention, usachemere attention 'Cause, inini I'll be there Ma-questions ndokutsvagira ma-answer for everything (for everything) Sometimes effort ndoyega inebasa Zvikaramba kumberi I can say ndaka-tryer (unozviziva ndino tryer) And I always make sure kuti ma-words angu mashoma than ma-actions (actions) But then (questions, ma-actions) kana wafunga kuita shamwari yangu Kuita mumwe wangu, then, then usatambe nevamwe (usatambe nevamwe) Then hauchatambe nevamwe (tambe nevamwe) Usatambe nevamwe, urishamwari yangu, urimumwe wangu (mumwe wangu) Kubva nhasi hauchatamba nevamwe (usatambe nevamwe) Nhasi hauchatamba nevamwe (usatambe nevamwe), hauchatambe Hona handisi munhu wevanhu Saka ukazobatikira batikira everywhere Unenge wakundibhaizira big (bhaizira big time) Unenge uchindiBhaizira big time (bhaizira) Hona I don't trust zviri easy (easy) Munhu wandangandiinaye last time Before iwewe, akazondibhaizira big time (bhaizira big time) Betty akandibhaizira big time Ndikawana time ndichatsanangura (tsanangura) Zvekuti last time (last time) ndakabhaizirwa big time Or I can say ndakavharwa (ndakavharwa), akandi-believisa She made me feel like ndikabvunza bvunza then ndenge ndakudeepisa Zvandaiudzwa ndaiti bho (ndaiti bho) And we were close, close zvekuti ndaigona kutaura ma-secrets andaisafanira kutaura Pane this guy ainzi ndiye best friend (best friend) This other guy ainzi he's like a brother to me (brother to me) Zvese izvi zvazvisina basa to me 'cause I believed kuti nobody can love Then lie to me at the same time (same time) I hope hazvindiwane this time (this time), this time ndichakuhwandisa Vachakutsvaga vokushaya,'cause unenge uri wangu ndiri one Wafunga kuita shamwari yangu, kuita mumwe wangu, then Then usatambe nevamwe (usatambe nevamwe) Then hauchatambe nevamwe (tambe nevamwe) Usatambe nevamwe, urishamwari yangu, urimumwe wangu (mumwe wangu) Kubva nhasi hauchatamba nevamwe (usatambe nevamwe) Nhasi hauchatamba nevamwe (usatambe nevamwe), hauchatambe Hona handisi munhu wevanhu Saka ukazobatikira batikira everywhere Unenge wakundibhaizira big (bhaizira big time) Unenge uchindibhaizira big time (bhaizira) Hona I don't trust zviri easy (easy) Munhu wandangandiinaye last time Before iwewe, akazondibhaizira big time (bhaizira big time) Betty akandibhaizira big time
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out