Music Video

Brian Jeck - Depression Official Video(Drill)
Watch {trackName} music video by {artistName}

Featured In

Credits

COMPOSITION & LYRICS
Brian Jeck
Brian Jeck
Songwriter
PRODUCTION & ENGINEERING
Zero53music
Zero53music
Mastering Engineer
Millinnial Vision
Millinnial Vision
Producer

Lyrics

Huh Way (na-na-na-na-na) Brian Jack, Brian Jack on this (na-na-na-na-na) Zero Kundiona kudai (huh) ndirikufara zve-fake (hona oo) Kundiona kudai (huh) ndine hondo ne-life (huh) Guka harizi bhoo (way) but handina choice (way) Mumoyo mangu mune bundu umu, makazara ma-scars Ndakatodyiwa nemuchenje ini Moyo wangu wakatobvaruka uda kusonwa uyu Mukati mangu mune zi-pimple, zibundu, aha Mukati mangu mune zi-pimple, zi-mountain Mukati mangu ndakatorohwa ne-depression (ndakanamwa) Mumoyo mangu hamuna peace, mune confussion (mune confussion) Mupfungwa mangu ndine hobho ma-questions Ndakatopera 'cause handisi kuvhiya chidembo ini, way One day muchanzwa kuti mukomana, amuka asiri bhoo (for real) One day muchanzwa kuti mukomana, akasiya ka-note (iwe) 'Cause ndenge ndiine hapwa (ma-one) dzandisingade kufukura out 'Cause ndenge ndine ma-goals andenge ndichida kuita ndiri one Ndozoudza moms, vakandiudza kuti life iyi yakazara ma-elves Vakandiudza usa-trust ma-goons aya ane loss (nah) But ndakaita nharo, ndakato-linker futi nema hoes Pandakatiwo ndaita cash, vakandichinjira ma-goalpost Ndirikuzama ku-mover on, but mupfungwa ndingori stuck Ndirikungo-pusher makomo but haana mavhiri, huh Ndirikungoribata gejo mumunda umu ndiri one Handisukwanisa kuudza vangu vepedyo (gaya) Ndinototya kuti ndikaudzawo nhingi, nhingi achaudzawo nhingi Ndobva ndasara ndiri chiseko (ndikaita chiseko) Zvakakosha boyz rangu izvi, check your brother out Unofunga vari bhoo but depression yavapinda life Ndakatodyiwa nemuchenje ini Moyo wangu wakatobvaruka uda kusonwa uyu Mukati mangu mune zi-pimple, zibundu aha Mukati mangu mune zi-pimple, zi-mountain Mukati mangu ndakatorohwa ne-depression (ndakanamwa) Mumoyo mangu hamuna peace, mune confussion (mune confussion) Mupfungwa mangu ndine hobho ma-questions Ndakatopera 'cause handisi kuvhiya chidembo ini, way Some of my goons are living in isolation (ma-one) Vakazvitinya, chingozvivhura wobva wawana attention (yah, yah) Ukangodaro brain dzekudhakwa dzinobva dzabaya faraz Jeso akachema, akasvimha misodzi, 'cause akakwarira muhana (yo) Saka usa-tense zvako Moyo wangu wakatobvaruka uda kusonwa uyu Mukati mangu mune zi-pimple, zibundu aha Mukati mangu mune zi-pimple, zi-mountain (I just wanna, na-na-na-na-na) (I don't wanna, na-na-na-na-na) (I just wanna, na-na-na-na-na) (I don't wanna, na-na-na-na-na) (I just wanna)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out