Listen to Kudhara Kwangu by Holy Ten

Kudhara Kwangu

Holy Ten

Hip-Hop/Rap

1,799 Shazams

Lyrics

Yeah Kudhara kwangu, Ten Yeah, Samanyanga Sounds Me, kudhara kwangu Ah, kudhara kwangu l was prolly really sweet Ndaitaura nevanhu, ndaivakuvadza nemaspeech Ndaibaya Chishanu kunofara kumastreets Tainwa paraffin, kujaira kusanwa tea Ndaimhanya madhiri, ndaimhanya-mhanya manhingi Taitobata basa vachigaya kuti vana vadiki Ndaizvitaura naChipi Aindipasa matips Vanhu maKaranga nhasi, mangwana atoo maGreeks Long story short, people change, gang If you can't see it uri dzenga (dzenga) Who is gonna be there zvakashaker? Vari kungoda mbiri yandakamaker, nemasinhi andakatenga And ndakatozoona kuti maZimba anoda prezha pasina zvavapledger All they do is post a hundred pictures wakategwa 'Cause munhu wese anoda Samaz (that's right), magevha nemasalad 'Coz I'm panasonic pamapics Rappers catch feelings, ana goalie ana keeper But andidye kumba kwenyu, hauna porridge yawandipa (no) I knew I had a calling, that's why college ndakaskipper Every morning ndakasticker, kutsvaga dhora rakavigwa Nemuroora akatsiga, tiri mumota yakapimpwa And I'm sure that makazvinzwa These days I'm really outta sight 'Cause I'm tired of this behaviour yemasocialites Vachingomuka vari palive Imi muchingomuka munotarisa muchivaraidzwa Ha-a muchivapa time, nemazirudo Vane madrugs mumusoro, vane madrugs mumusoro Nah, someone's mother is on the internet Vari kurwa hondo, vakatsamwa busy sending threats Language yavo, maihwe kani! It's very tense (tense) They can accuse you of a story isina evidence And the corporates don't care, it's the controversial people doing projects, oh yea Something in me got me feeling that is not fair But ngatichiti zvamurimi ngatichiombere Ngatichiombere
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out