Lyrics

Pss, hello baby (inini here?) Haa, maya avo (vapiko?) Uyo, ungaitewo nguva here, time (ukuti chiiko iwe?) (Soul jah, soul jah) Pandakuona uchidarika nda-doubter Asi ndanga ndichida kukutaudza Babe, ndangogaira kuti uchandishaudha Asi mukati ndakuvarira Babe pandakuona uchidarika, moyo wangu wabatikana Ndatya kutaura newe ndapanika Ndatanga kukakama Dressing yawakarova, yandipa kukuda mhamha makabatana Type yako kashoma kuwanikwa Ndafara tasangana Babe zvawakapfeka zvakakufita (ahh) Sorry handina kuku-greeter Asi ndinokumbira kuti ungondiudza zita Handizive kana zvichiita Ini zita rangu ndinonzi Sylvester Asi vanhu vanonditi Freeman Pawadarika uchienda kwawanga uchienda Ndasara pitsidiki ndokufenda You took my breath away Zvabva zvandipa shungu yekuva newe Ngatizivane tigo fambidzane tigofambira mu-one way Samatenga vakakusika vachiti hakuna umwe anenge iwe Babe pandakuona uchidarika, moyo wangu wabatikana Ndatya kutaura newe ndapanika Ndatanga kukakama Dressing yawakarova, yandipa kukuda mhamha makabatana Type yako kashoma kuwanikwa Ndafara tasangana Kana uripo pa-whatsapp tora number Wozondi textira address yepamba Ndichasvika ndina Shelton naWarrior, JMP, Tynash na Dj Wata Usazoshamisika tinofamba takawanda Kuitira ana tsano vanoda zvemanda But jokes paside babe Timboita serious handisi kubhaiza manheru ndichasvika areas Ndaisa-believer kuti kune love at first sight But mangwana ndinenge ndinewe KuDangerzone side Pandakuona uchidarika nda-doubter Asi ndanga ndichida kukutaudza Babe, ndangogaira uchandishaudha Asi mukati ndakuvarira Babe pandakuona uchidarika, moyo wangu wabatikana Ndatya kutaura newe ndapanika Ndatanga kukakama Dressing yawakarova, yandipa kukuda mhamha makabatana Type yako kashoma kuwanikwa Ndafara tasangana Babe zvawakapfeka zvakakufita (ahh) Sorry handina kuku-greeter Asi ndinokumbira kuti ungondiudza zita Handizive kana zvichiita Inini zita rangu ndinonzi Sylvester Asi vanhu vanonditi Freeman Pawadarika uchienda kwawanga uchienda Ndasara pitsi diki so kufenda You took my breath away Zvabva zvandipa shungu yekuva newe Ngatizivane tigofambira mu-one way Samatenga vakakusika vachiti hakuna mumwe anenge iwe Babe pandakuona uchidarika, moyo wangu wabatikana Ndatya kutaura newe ndapanika Ndatanga kukakama Dressing yawakarova, yandipa kukuda mhamha makabatana Type yako kashoma kuwanikwa Ndafara tasangana Babe pandakuona uchidarika, moyo wangu wabatikana Ndatya kutaura newe ndapanika Ndatanga kukakama Dressing yawakapfeka ndanzwa kuda mhamha makabatana Type yako kashoma kuwanikwa Type yako yakosha Dangerzone (Soul jah, soul jah)
Writer(s): Freeman Hkd Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out