Music Video

Killer T - Mashoko Anopfuura (Official Audio)
Watch {trackName} music video by {artistName}

Featured In

Lyrics

Hot property Nyatsocheka masettings Tamuka I'm here for you (Military Touch) Vamwe venyu ndavana satan vanoda kuvhiringidza pattern Asi chimbonobvunza Fantan kuti dzandakapindana nadzo dzingani Ohoo Nyangwe mukadiniko hamundiuraye nemashoko, mashoko anopfura Kugara muchinditaura kutosimbisa downfall yangu kuona ndichinyura Asi hamumbozivi zvandakasangana hobho kubvira ndichikura Ndizvo zvinondisimbisa saka muchiona mangoma hobho ini ndichinyora Handinamate Satan asi ndine hobho zvima pattern Tarirai kuti vanondivenga vangani, handivhunduki hazvisi zvinyowani Ndiri kuzama kuti vandimise ndiri pamission Zvimangoma ndiri kugadzira zvinyowani Chimbomirai kuvenga majahman Kuno tinogadzira mapattern Ohoo Nyangwe mukadiniko hamundiuraye nemashoko, mashoko anopfura Kugara muchinditaura kutosimbisa downfall yangu kuona ndichinyura Asi hamumbozivi zvandakasangana hobho kubvira ndichikura Ndizvo zvinondisimbisa saka muchiona mangoma hobho ini ndichinyora Vane moyo yakaipa vanongomirira kufambisa zvakaipa Ndizvo zvavanokwanisa zvatinogona havambozvifambisa Mamero Vanotogara vaine pick nefoshoro vakangomirira kundicherera pasi Asi hazvina kutanga nhasi zvekuzama kundikandira pasi Nyangwe mukadiniko hamundiuraye nemashoko, mashoko anopfura Kugara muchinditaura kutosimbisa downfall yangu kuona ndichinyura Asi hamumbozivi zvandakasangana hobho kubvira ndichikura Ndizvo zvinondisimbisa saka muchiona mangoma hobho ini ndichinyora Handinamate Satan asi ndine hobho zvima pattern Tarirai kuti vanondivenga vangani asi handivhunduki hazvisi zvinyowani Ndiri kuzama kuti vandimise ndiri pamission Zvimangoma ndiri kugadzira zvinyowani Chimbomirai kuvenga majah man Kuno tinogadzira mapattern Nyangwe mukadiniko hamundiuraye nemashoko, mashoko anopfura Kugara muchinditaura kutosimbisa downfall yangu kuona ndichinyura Asi hamumbozivi zvandakasangana hobho kubvira ndichikura Ndizvo zvinondisimbisa saka muchiona mangoma hobho ini ndichinyora Nyangwe mukadiniko hamundiuraye nemashoko, mashoko anopfura Kugara muchinditaura kutosimbisa downfall yangu kuona ndichinyura Asi hamumbozivi zvandakasangana hobho kubvira ndichikura Ndizvo zvinondisimbisa saka muchiona mangoma hobho ini ndichinyora Vamwe venyu ndavana satan vanoda kuvhiringidza pattern Asi chimbonobvunza Fantan kuti dzandakapindana nadzo dzingani Ohoo Nyangwe mukadiniko hamundiuraye nemashoko, mashoko anopfura Kugara muchinditaura kutosimbisa downfall yangu kuona ndichinyura Asi hamumbozivi zvandakasangana hobho kubvira ndichikura Ndizvo zvinondisimbisa saka muchiona mangoma hobho ini ndichinyora
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out