Lyrics

Usaona maDhliwayo uyo akachenawo kudai Iwe wotosvorwa moyo, imari dzangu wee Usaona maDhliwayo uyo akachenawo kudai Iwe wotosvorwa moyo, imari dzangu wee Usaona mwana uyu akachenawo kudai Iwe wotosvorwa moyo, imari dzangu wee Usaona mwana uyu akachenawo kudai Iwe wotosvorwa moyo, imari dzangu wee Baba namai vake vaimuchengeta, Koo iwe unozomuchengeta here? Baba namai vake vaimuchengeta, Koo iwe unozomuchengeta here? Munoziva kutambura kwake mwana wenyu, Dai mamupa makomborero Munoziva kutambura kwake mwana wenyu, Dai mamupa makomborero Makatambura naye mwana uye Dai mamupa zvakawanda Makatambura naye mwana wenyu, Dai mamupa zvakawanda Dai mamupa vanakomana vakawanda, Rudzi rwake rudikidiki Mozomupa vanasikana vakawanda, Madzitete anopa mazano Dai mamupa vanakomana vakawanda, Rudzi rwake rudokodoko Mozomupa vanasikana vakawanda, Madzitete anopa mazano Munoziva kutambura kwake mwana wenyu, Dai mamupa makomborero Munoziva kutambura kwake mwana uyu, Dai mamupa makomborero Dai mamupa vanakomana vakawanda, Rudzi rwake rudikidiki Mozomupa vanasikana vakawanda, Madzitete anopa mazano
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out