Lyrics

MEY Records Man Selector, Macho Macho Zeroo Zeb Tsikira Hoyoo Um too lazy girl come pick me up This kinder luv is from the top Ndaimbo funga uri Ngirozi Ndikaku shaya ndoita ngozi This one is an African Queen Sweet Melanin Muroora Wamai tichi famba Inenge iri Bling Bling Ini na Bae Hatisiyane Nguva yakwana Ghetto yut rikande Ini handimire For you I gonn fight yea Ini na Bae Hatisiyane Nguva yakwana Ghetto yut rikande Ini handimire For you Mi gonn fight yea Ndendakano Kutaimira mangwana kuchi Bhorani Tasvika ikoko Totanga kuvhura hedu ma 1 Vakatarisa Vanhu Vachi shamiswa Nguva diki diki Totanga kutaurisa Nda Legalize love yangu mhani I don't wanna see another Rasterman Besty kana kuti churchbwoi Nadha ndaramba This one is an African Queen Sweet Melanin Muroora Wamai tichi famba Inenge iri Bling Bling African Queen sweet Melanin Muroora Wamai tichi Famba Inenge iri Bling Bling Ini na Bae Hatisiyane Nguva yakwana Ghetto yut rikande Ini handimire For you gonn fight yea Ini na Bae Hatisiyane Nguva yakwana Ghetto yut rikande Ini handimire For you Mi gonn fight yea Um too lazy girl come pick me up This kinder luv is from the top Ndaimbo funga uri Ngirozi Ndikaku shaya ndoita ngozi This one is an African Queen Sweet Melanin Muroora Wamai tichi famba Inenge iri Bling Bling African Queen Sweet Melanin Muroora Wamai tichi Famba Inenge iri Bling Bling Ini na Bae Hatisiyane Nguva yakwana Ghetto yut rikande Ini handimire For you I gonn fight yea Ini na Bae Hatisiyane Nguva yakwana Ghetto yut rikande Ini handimire For you Mi gonn fight yea Ndendakano Kutaimira mangwana kuchi Bhorani Tasvika ikoko Totanga kuvhura hedu ma 1 Vakatarisa Vanhu Vachi shamiswa Nguva diki dikiTotanga kutaurisa
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out