Lyrics

Amai nemoyo wangu wese ndinotenda Amai ndinoziva . Nhamo yamakawona Nekundichengeta. Zvinhu zvainetsa... Mararamiro edu aive ekubatanidza mhamha. Zvino handizive ndinotenda sei. Amhamha mhamha mhaiyo mhaiyo Imi amaiii ndinotendaseiko Amhamha mhamha mhaiyo mhaiyo Nhai amaiii mhamha ndinotendaseiko Pese ndaifara .maifara neni Kana ndaichema. misodzi maibvisa Rudo rwenyu rwukuru kwandiri amai Ndoitasei musipo. Zvino handizive ndinotenda seiko Amhamha mhamha mhaiyo mhaiyo Imi amaiii ndinotendaseiko Amhamha mhamha mhaiyo mhaiyo Nhai amaiii mhamha ndinotendaseiko Hakuna mumwe akaitasemi (Hakuna mumwe) Hakuna umwe anotora nzvimbo yenyu Mwari aropafadze akupei makomborero Kubvira nhasi nekusingaperi... Ohhh ohhhhh mhaiyooooooo Amhamha mhamha mhaiyo mhaiyo Imi amaiii ndinotendaseiko Amhamha mhamha mhaiyo mhaiyo Nhai amaiii mhamha ndinotendaseiko... Amhamha mhamha mhaiyo mhaiyo Imi amaiii ndinotendaseiko Amhamha mhamha mhaiyo mhaiyo Nhai amaiii mhamha ndinotendaseiko Amhamha mhamha mhaiyo nadaddy Imi amaiii ndinotendaseiko Amhamha mhamha mhaiyo mhaiyo Nhai amaiii mhamha ndinotendaseiko...
Lyrics powered by www.musixmatch.com
Get up to 2 months free of Apple Music
instagramSharePathic_arrow_out