Lyrics

Ndichengetei Mwari wangu Nokuti neniwo ndinovimba nemwi Ndichengetei Mwari wangu Nokuti neniwo ndinovimba nemwi Jehovah Kuchiidza ndinoriona nokupenya kwaro Kwaro zuva, ndinoriona Ko zvingakona neiko? Ndina Jehovah Ah, hudyi hwangu, waMasimbaose Richivira uchibuda mwedzi Pachayedza chavo Mwari torumbidza Hossana kuna Ishe wekudenga, eh Hossana kuna Ishe wekudenga, wekudenga Hossana kuna Jehovah Tachengetwa, tachengetwa Tachengetwa naMwari wokudenga, oh Tachengetwa naMwari wokudenga Tachengetwa naMwari wokudenga Tachengetwa naMwari wokudenga, ah Nyangwe senyi tikanzwa guhu rezhara Oh, nokuromboka Nyangwe seni ndikanzwa guhu rezhara Nokuromboka kwazadza pasi rino Ndizere, ndizere norudaviro Ndizere, ndizere norudaviro Yangu tafura iripo bedzi Nokuti wandinotenda inini Hashayiwi, hakundikani Jehovah hakundikani Mwari wangu, oh Tachengetwa, tachengetwa Tachengetwa naMwari wokudenga, oh Tachengetwa naMwari wokudenga Tachengetwa naMwari wokudenga Tachengetwa naMwari wokudenga, ah Nyangwe seni ndikanzwa guhu rezhara Oh, nokuromboka Nyangwe seni ndikanzwa guhu rezhara Nokuromboka kwazadza pasi rino Ndizere, ndizere norudaviro Ndizere, ndizere norudaviro Yangu tafura iripo bedzi Nokuti wandinotenda inini Hashayiwi, hakundikani Jehovah hakundikani Mwari wangu, oh Tachengetwa, tachengetwa Tachengetwa naMwari wokudenga, oh Tachengetwa naMwari wokudenga Tachengetwa naMwari wokudenga Tachengetwa naMwari wokudenga, ah
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out