Lyrics

Yeah Ten Musoro unorema unopfeka crown (Yeah) musoro unorema unopfeka crown (true) Pane mitoro inoita kuku-weigher down (kuku-weigher down) You try to follow pauri kufunga kuti pane mvura inoyera wotoigeza But you end up drowning (maihwe zvangu zviriku gozha) Pane varikuti, "Tsvaga hakata zviite order" Pane varikuti, "Hama dzakafa dzine mhosva, pamwe ndezve ropa" Vamwe vakatobheja kuti, "Haungatenge mota" Mondiregerera, aiwa pamwe ndiri wrong Pamwe ndirikutonyepedzera Pamwe zviri strong, pachiShona kuti toti Hama dzose ma-boy, varoyi kana vobve zera But I feel like ndaku-needer pfuti (ndaku-needer pfuti) Asi toziya kuti ndogara kupi Ndirikutotyira vanomira neni muma-groups (sha) Koo vakabatanidzirwa? (Maihwe) zvinhu zvacho zvine simba izvi Ihobho vano-wisher kuti vatione tichibhaiza Vatori ne-reminder nema alarm ekumuka kuzondimukira Aah, I got times dzando-feeler kuda kuzvisungirira But my mom vanosara vachishupika Kumaraini vagosara vachirumbidzana Vavengi havagare kure, vese vaa zvigure Hanzi Ten ngaapenge, Ten ngaabate buwe (hanzi?) Ten haasi mutsvene, Ten haasi kutiona Ten haasi kufona, Ten haasi kucheuka reverse Haasi ku-stopper Ten aku-lacker respect akuda kurowa (maihwe zvangu) Vakuda kunditsoma (vakuda kunditsoma) Vakuda kunditsiura (shaa) Tsumo dzenyu fugai tsano Kana mashaya vekutaura nawo fungai ngano Kana mumuromo muri mukupisa, wangu rumai chando Kana mauya kuzotsvaga mbiri, wangu puwai sando, mubve pano Territory inoda ziso rine hope dziri kure (true) Neziso rekuseri rinoti wonei zviri shure Musango kutangirana kunyangirana Akati kufarirana kuvakidzana akanyepa Love ine space haikabire tunyaya (yes) Love ine space haitsamwise Mujaya (yes) Love ine space, it can never overstep (vanhu kudzimba dzavo) Musoro unotema unopfeka crown (true) Vanhu vane godo rinotopedza power (godo) Gezai minyama irikuseenza shower Rega aite matama arikupedza sadza Nedza tanzwa? Mashoko anorema mhai ndeerufu Hapana achandimutsa kuti hendei Muku Vachangonoiridza iyo mhere kusvika pungwe Hamuchina rairo mudzimba vana baba (vana baba) Vana venyu vese mimba dzakabva Vana venyu vese, baba rima rakavanzwa Roku strokesai makarinzwa (eeeh) Musoro unorema unopfeka crown (unondiremera) Iniwo ndomitoro inotondi-weigher down Sa-Leader of The Youth, Speaker of the truth Ndonyarirawo kupi (aish, Ten)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out