Lyrics

Ho, dhiya wangu Varaidzo chido chemoyo (Varaidza mwana, varaidza mwana) Ho, dhiya wangu Varaidzo chido chemoyo (Varaidza mwana, varaidza mwana) Kana vamwene ndizvo zvavanoda ava (Varaidza mwana, varaidza mwana) Kana mbuya ndizvo zvavanoda ava (Varaidza mwana, varaidza mwana) Hapana chavanokuvengera iwe dhiya wanguka (Varaidza mwana, varaidza mwana) Hapana chandingakuzvondera iwe mwana wavaridzi (Varaidza mwana, varaidza mwana) Ho, dhiya wangu Varaidzo ndinyaradzewo (Varaidza mwana, varaidza mwana) Ho, dhiya wangu Varaidzo chido chemoyo (Varaidza mwana, varaidza mwana) Ho, dhiya wangu Varaidzo chinyarara iwe (Varaidza mwana, varaidza mwana) Kana vamwene ndizvo zvavanoda ava (Varaidza mwana, varaidza mwana) Kana mbuya ndizvo zvavanoda ava (Varaidza mwana, varaidza mwana) Hapana chavanokuvengera iwe dhiya wanguka (Varaidza mwana, varaidza mwana) Handina chandingakuzvondera iwe mwana wavaridzi (Varaidza mwana, varaidza mwana) Ho, dhiya wangu Varaidzo chinyarara iwe (Varaidza mwana, varaidza mwana) Ho, dhiya wangu Varaidzo chido chemoyo (Varaidza mwana, varaidza mwana) Ehuhuwe nyarara mwananguwe Mwana wochema nyarara mwananguwe Wochemera mai vakaenda nyarara mwananguwe Vakaenda Hurumatendera nyarara mwananguwe Hurumatendera kune banga jena nyarara mwananguwe Banga jena rekucheka nyama nyarara mwananguwe Nyama kwayo ndeyaparuware nyarara mwananguwe Yepasi inozara mavhu nyarara mwananguwe Ehuhuwe nyarara mwananguwe
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out