Lyrics

Mount Zion Music Yoh JMP Kudzanai ndiStallion Tee-Man Nduru Chiraa Yoh Passion Java Nekuti vanoziva kuti handina chikwambo Ndosaka vanditeya sekashiri nehurimbo Handina chirombo ndosaka vakanda dombo Kuda kupiringisha manje ndobva ndabvisa gumbo Vanozviziva kuti inini handina nyanga Ndosaka vachishinga kutotanga kunditanga Kundivhuringa nekuti handibate mushonga Nekuti handizvigone zvekutsinga vanhu Vanhu vakangoziva kuti hausi muroyi vanodheerera Vanhu vanokudheerera, vanodheerera, vanodheerera Vanokutsemukira kuti tsemu, tsemu, tsemu, tsemu Vakangoziva kuti hausi muroyi vanodheerera Vanhu vanokudheerera, vanodheerera, vanodheerera Vanokutsemukira kuti tsemu Nekuti vanoziva kuti ini handina mheni Ndine mheni ndaiva-roaster se-chicken Nekuti handina tsono yekuzobaya chidhori ndakatarisa girazi Ende futi handina zizi remuhozi (ho-o) Nekuti handina gondwa haatsuri So maronga zvekunhuhwa? Oh-h handina rusero Vakundiitira chimero chinodhingura chikero Vanhu vakangoziva kuti hausi muroyi vanodheerera Vanokudheerera, vanodheerera, vanodheerera Vanokutsemukira tsemu, tsemu, tsemu, tsemu Vakangoziva kuti hausi muroyi vanodheerera Vanhu vanokudheerera, vanodheerera, vanodheerera Vanokubamukira kuti bamu Vanhu vanotsemuka Vari kuziva hauzvigone zvekunokora tsoka Kana usingabate tsotso unonzi wareruka Fanika vaya vane godo kana wakusimuka, zvichafumuka Inini handisi muroyi Asi mukangodarikira Mwari anokunyadzisai Ende anokunyadzisai mese makadai Kuda kundiitira muzerere nekuti handina bere Haunyare! Ndisiye! Vanhu vakangoziva kuti hausi muroyi vanodheerera Vanhu vanokudheerera, vanodheerera, vanodheerera Vanokutsemukira tsemu, tsemu, tsemu, tsemu Vakazviziva kuti hausi muroyi vanodheerera Vanhu vanokudheerera, vanodheerera, vanodheerera Vanokutsemukira kuti tsemu, tsemu, tsemu, tsemu Nekuti vanoziva kuti handina chikwambo Ndosaka vanditeya sekashiri nehurimbo Handina chirombo ndosaka vakanda dombo Kuda kupiringisha manje ndobva ndabvisa gumbo Vanozviziva kuti inini handina nyanga Ndosaka vachishinga kutotanga kunditanga Kundivhiringa nekuti handibate mushonga Nekuti handizvigone zvekutsinga vanhu Vanhu vakangoziva kuti hausi muroyi vanodheerera Vanhu vanokudheerera, vanodheerera, vanodheerera Vanokutsemukira tsemu, tsemu, tsemu, tsemu Vakangoziva kuti hausi muroyi vanodheerera Vanhu vanokudheerera, vanodheerera, vanodheerera Vanokutsemukira kuti tsemu Akatozotuma gudo kuti ribvunze chikwereti Rakasvika rikati, "Hanzi nababa chipedzisai ka zvamakatanga" Drew, Israel Yoh JMP, Tee Man Wagwaan? Wagwaan? Wagwaan? Inini Ishall Panashe Jamanda who are you? Throto Musati Stallion Turo Eh-h chirauro Chi-chira
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out