Similar Songs
Credits
COMPOSITION & LYRICS
Enock Guni
Songwriter
Lyrics
Ice and Roses (baby)
On my own
On my own
Said I'm better off on my own
On my own
On my own
(Said I'm better off on my own)
Musanditaurire nezverudo
Itai mega, ndoda kugara ndiri one
Shuwa, shuwa ndakazvarwa ndiri one
Saka ndochimhanya ndiri one
Madhiri ese ndakupinda ndiri one
Kufara kusuwa ndiri one, ey
Skiri rekuudzirwa ndakaripinda sei?
Hariko, hariko, izvi hazviko
Asi chinhu chakanaka chinodiwa nevanhu mawanane
Kana muchinwisisana, uye muchibatsirana
Así manje zvaakukanganisa zvinhu zvandaida
Hona zvaakubharangidza zvandange ndakaronga, oh yeah!
Ndiri ndega zviri nane (pafeya ndiri ndega zvirinane)
Pasave nemumwe anondifungira, anondidhomokera!
Musanditaurire nezverudo
Itai mega, ndoda kugara ndiri one
Shuwa, shuwa ndakazvarwa ndiri one
Saka ndochimhanya ndiri one
Madhiri ese ndakupinda ndiri one
Kufara kusuwa ndiri one (oh na-na-na)
Hear me, ooh
Nhai kwaziwai mhanduwe, ndabva kuUzumba kure, kure
Kuchemera mwana wenyu ndiye, anondibata namambure
Pazvairema Nzou wee, ndaimira mira kani huwee
Matsambaratafuta kumambuwe, kudakara moyo wati bodo!
Bodo moyo wati bodo, kudakara moyo wati bodo!
Bodo, bodo mhanduwe (haako)
Ini rega ndiri zvindibve, hakata dzati hungwe
Zvimwe hazvivhunzwe, eh, eh
Musanditaurire (musanditaurire yeh) nezverudo
Itai mega ndakugara ndiri one
Shuwa, shuwa ndakazvarwa ndiri one
Saka ndochimhanya ndiri one
Madhiri ese ndakupinda ndiri one
Kufara kusuwa ndiri one
Musanditaurire (yeh) nezverudo
Itai mega ndakugara ndiri one
Shuwa, shuwa ndakazvarwa ndiri one
Saka ndochimhanya ndiri one
Madhiri ese ndakupinda ndiri one
Kufara kusuwa ndiri one
(Itai mega) itai mega mhanduwe
Said I'm better off on my own
On my own, on my own
I'm better off on my own
On my own yeah, yeah
I'm better off on my own
(I'm better off on my own, on my own)
(I'm better off on my own)
It's Nox on the quality
(Better off on my own)
Lyrics powered by www.musixmatch.com