Lyrics

Zvirinani tirambane tisina mwana Zvirinani tirambane tisina chatinacho Zvirinani tirambane tisina mwana Zvirinani tirambane tisina chatinacho Kuroora kwangu amai Kuroora kwangu baba Munyama wega wega Kuroora kwangu amai Kuroora kwangu baba Munyama wega wega Zvirinani tirambane tisina mwana Zvirinani tirambane tisina chatinacho Zvirinani tirambane tisina mwana Zvirinani tirambane tisina chatinacho Zvirinani tirambane tisina mwana Zvirinani tirambane tisina chatinacho Zvirinani tirambane tisina mwana Zvirinani tirambane tisina chatinacho Kuroora kwangu amai Kuroora kwangu baba Munyama wega wega Kuroora kwangu amai Kuroora kwangu baba Munyama wega wega Kunyengwa kwaunoitwa ndiripo Kunyengwa kwaunoitwa ndiripo Kuzoti ndisisipo, unoita sei? Kunyengwa kwaunoitwa ndiripo Kunyengwa kwaunoitwa ndiripo Kuzoti ndisisipo, unoita sei? Zvirinani tirambane tisina mwana Zvirinani tirambane tisina chatinacho Zvirinani tirambane tisina mwana Zvirinani tirambane tisina chatinacho Zvirinani tirambane tisina mwana Zvirinani tirambane tisina chatinacho Uri nzenza Uri nzenza Uri nzenza Uri nzenza Uri nzenza
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out