Music Video

System Tazvida-Rudo Ndimashingize
Watch {trackName} music video by {artistName}

Featured In

Credits

PERFORMING ARTISTS
System Tazvida
System Tazvida
Performer
COMPOSITION & LYRICS
System Tazvida
System Tazvida
Songwriter

Lyrics

Ko rudo ndimashingise Hona rudo ndimashingisewo Ko rudo ndimashingise Hona rudo ndimashingisewo Ko rudo ndimashingise Hona rudo ndimashingisewo Ko rudo ndimashingise Hona rudo ndimashingisewo Rwakandiyambusa dziva rine ngwena Ndichimhanyira kundofara naRudo Rwakandiyambusa dziva rine ngwena Ndichimhanyira kundofara naRudo Rwakandiyambutsa rwizi rwakazara Ndichimhanyira kunofara naRudo Rwakandiyambutsa rwizi rwakazara Ndichimhanyira kunofara naRudo Ko rudo ndimashingise Hona rudo ndimashingisewo Ko rudo ndimashingise Hona rudo ndimashingisewo Hapana pfuti inopfuura rudo Kana banga rinocheka rudo Hapana pfumo rinobaya rudo Kana demo rinotema rudo Ko rudo ndimashingise Hona rudo ndimashingisewo Ko rudo ndimashingise Hona rudo ndimashingisewo Ukatora wangu wotoshinga Ukatora wangu wotozvitemba Ukatora wangu wotoshinga Ukatora wangu wotozvitemba Ukatora wangu wotoshinga Ukatora wangu wotozvitemba Ndakarwisana nevaiva nemapfumo Vachida kutora dhiya wangu zvemakanya Ndakarwisana nevaiva nemapanga Vachida kutora bhebhi rangu zvemakanya Ndakarwisana nevaiva nemapfumo Vachida kutora dhiya wangu zvemakanya Rudo dzoka uzovapozera mangwana Rudo dzoka uzovashainira mangwana Rudo dzoka uzovapozera mangwana Rudo dzoka uzovashainira mangwana Dziva ndinopinda kunyurira rudo Gomo ndinokwira kukwirira rudo Zvibhakera ndinovhika kuvhikira rudo Dziva ndinonyura kunyurira rudo Zvibhakera ndinovhika kuvhikira rudo Ndakarwisana nevaiva nemapfumo Vachida kutora dhiya wangu zvemakanya
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out