Lyrics

Ndochema dhiya iwe Kuchemera iwe Ndochema mwanasikana Ndokumbirawo rudo Ndochema dhiya iwe Kuchemera iwe Ndochema mwanasikana Ndokumbirawo rudo Ndide ndidewo ndachema dhiya iwe Ndide ndidewo ugondipawo rudo Ndide ndidewo ndigoudza vaTazvida Ndide ndidewo ndawana wangu Ndide ndidewo achandikwenya mhezi Ndide ndidewo ndavaviwa nerudo Ndide ndidewo mai Svodai muroora uyu Ndide ndidewo Kuchena kose kwandinoita Kuchenera iwe Dzimwe nguva ungandiona ugondidawo iwe Kuchena kose kwandinoita Kuchenera iwe Dzimwe nguva ungandiona ugondidawo iwe Ndide ndidewo ndachema dhiya iwe Ndide ndidewo ndigoudza vaTazvida Ndide ndidewo ndawana wangu Ndide ndidewo achandikwenya mhezi Ndide ndidewo ndavaviwa nerudo Ndide ndidewo mai Thomas muroora uyu Ndide ndidewo Ndochema bhebhi kuchemera iwe Ndochema bhebhi kuchemera iwe Ndakuvara bhebhi ndakuvarira mukati Ndakuvara mwana ndakuvarira mukati Ndakuvara bhebhi ndakuvarira mukati Ivawo wangu, iwe ivawo wangu Ivawo wangu, iwe ivawo wangu Ukangondida ndichabata denga Ukangondida ndichafarisisa Ukangondida ndichabata denga Ukangondida ndichafarisisa Ndide ndidewo ndigoudza vaTazvida Ndide ndidewo ndawana wangu Ndide ndidewo achandikwenya mhezi Ndide ndidewo ndavaviwa nerudo Ndide ndidewo mai Svodai muroora uyu Ndide ndidewo mai Thomas muroora uyu Chiuya dhiya Chiuya lovie iwe Chiuya Chido Hoo, chiuya Barbra Chiuya dhiya Chiuya lovie iwe Chiuya Chido Hoo, chiuya Barbra Chiuya mwana Chiuya lovie iwe Chiuya Chido Hoo, chiuya Barbra Chiuya chido Chiuya lovie iwe Chiuya mwana Hoo, chiuya Barbra Ndide ndidewo ndachema dhiya iwe Ndide ndidewo mai Thomas muroora uyu Kana ndikadiwa newe makomborero Kana ndikadiwa newe
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out