Lyrics

Vadzimu woye inzwai mwana wenyu nditaurewo Vadzimu woye inzwai mwana wenyu nditaurewo Mwari mambo imi inzwai mwana wenyu nditaurewo (zvinondinetsa mumoyo) Mwari mambo imi inzwai mwana wenyu nditaurewo (zvinondinetsa mumoyo) Zvinondinetsa zvikuru kuru pasi pano (zvinondinetsa mumoyo) Zvinonditambudza zvikuru kuru pasi pano (zvinondinetsa mumoyo) Mwana handinawo zuva rekufa ndichachemwa naniko Mwana handinawo zuva rekufa ndichachemwa naniko Hama handinawo zuva rekufa ndichavigwa naniko Hama handinawo zuva rekufa ndichavigwa naniko Vadzimu woye ndiroteseiwo zuva riya (zuva rekufa kwangu) Vadzimu woye ndiroteseiwo zuva riya (zuva rekufa kwangu) Mwari mambo imi ndirotesei zuva riya (zuva rekufa kwangu) Mwari mambo imi ndirotesei zuva riya (zuva rekufa kwangu) Ndigowana nguvawo yekutendawo madzisahwira Ndigowana nguvawo yekutendawo madzisahwira Ndigowana nguvawo yekushandisawo hupfumi hwangu Ndigowana nguvawo yekushandisawo hupfumi hwangu Kana ndafa hupfumi hwangu hungadyiwe naniko Kana ndafa ndaenda hupfumi hwangu hungadyiwe naniko Mwari mambo ndiroteseiwo zuva riya (zuva rekufa kwangu) Mwari mambo ndiroteseiwo zuva riya (zuva rekufa kwangu) Vadzimu woye ndiroteseiwo zuva riya (zuva rekufa kwangu) Vadzimu woye ndiroteseiwo zuva riya (zuva rekufa kwangu) Honde iya hondende honde vadzimu vangu chokwadi Honde iya hondende honde ndiroteseiwo Honde iya hondende honde zuva rekufa kwangu Honde iya hondende honde vadzimu vangu chokwadi Honde iya hondende honde ndiroteseiwo Honde iya hondende honde zuva rekufa kwangu Vadzimu woye ndiroteseiwo zuva riya (zuva rekufa kwangu) Vadzimu woye ndiroteseiwo zuva riya (zuva rekufa kwangu) Mwari mambo imi ndiroteseiwo zuva riya (zuva rekufa kwangu) Mwari mambo imi ndiroteseiwo zuva riya (zuva rekufa kwangu) Ndigowana nguvawo yekutendawo madzisahwira Ndigowana nguvawo yekutendawo madzisahwira Ndimbowana nguvawo yekushandisawo hupfumi hwangu Ndimbowana nguvawo yekushandisawo hupfumi hwangu Kana ndafa hupfumi hwangu ungadyiwe naniko Kana ndafa ndaenda hupfumi hwangu hungadyiwe naniko Mwari mambo ndiroteseiwo zuva riya (zuva rekufa kwangu) Mwari mambo ndiroteseiwo zuva riya (zuva rekufa kwangu) Vadzimu woye ndirotesei zuva riya (zuva rekufa kwangu) Vadzimu woye ndirotesei zuva riya (zuva rekufa kwangu) Honde iya hondende honde vadzimu vangu chokwadi Honde iya hondende honde ndiroteseiwo Honde iya hondende honde zuva rekufa kwangu Honde iya hondende honde vadzimu vangu chokwadi Honde iya hondende honde ndiroteseiwo Honde iya hondende honde zuva rekufa kwangu Vadzimu woye ndiroteseiwo zuva riya (zuva rekufa kwangu) Vadzimu woye ndiroteseiwo zuva riya (zuva rekufa kwangu) Mwari mambo imi ndiroteseiwo zuva riya (zuva rekufa kwangu) Mwari mambo imi ndiroteseiwo zuva riya (zuva rekufa kwangu) Vadzimu woye ndirotesei zuva riya (zuva rekufa kwangu) Vadzimu woye ndirotesei zuva riya (zuva rekufa kwangu) Mwari mambo
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out