Lyrics

Haa wodhi tisvikewo vepano Ndini mwendamberi Ndaakuchinja mutemo Zariraiwo dura Dzasvika rova ngoma Nyangwe huku dzamawundura Ndaakuchinja mutemo Zariraiwo dura Dzasvika rova ngoma Nyangwe huku dzamawundura Woye mambo Hero rasvika Gamba Kutonga kwaro Gamba Ngoma kwainorira Gamba Ngoma yamakajaira Gamba Inofadza nenherera Gamba Gamba ramakajaira Gamba Kutonga kwaro Gamba Kutonga kwaro Gamba Kutonga kwaro Gamba Kutonga kwaro Gamba Kutonga kwaro Gamba Kutonga kwaro Gamba Haiwa hongo ere ndende vasikana Pamusoroi mambo Hongu here ndende muchadura Pamusoroi mambo Haiwa hongu here ndende vasikana Pamusoroi mambo Hongu here ndende muchadura Pamusoroi mambo Hayi rakanaka motyora muzura Kwasvika gamba riya rinotonga musha Zitsoka ratsika pasi rinosiya radhindha Kangoma kekwedu kaye kanofana kadhimba Kayaya kori unowira mugomba Jerusarema kutamba kwavaZumba Heee rasvika Gamba Kutonga kwaro Gamba Ngoma kwainorira Gamba Ngoma yamakajaira Gamba Inofadza nenherera Gamba Gamba ramakajaira Gamba Kutonga kwaro Gamba Kutonga kwaro Gamba Kutonga kwaro Gamba Kutonga kwaro Gamba Kutonga kwaro Gamba Kutonga kwaro Gamba Haiwa hongu here ndende vasikana Pamusoroi mambo Hongu here ndende muchadura Pamusoroi mambo Haiwa hongu here ndende vasikana Pamusoroi mambo Hongu here ndende muchadura Pamusoroi mambo Tioneiwo Tioneiwo Tioneiwo Tioneiwo Tioneiwo Tioneiwo Tioneiwo Tioneiwo Kundinyenyeredza Vanondidedera Kundinyenyeredza munzira Vanondidedera Nyangwe kutondizonda ndakavaorora ini Kundizonda ndakavaremera ini Kuedza kundizonda, ndakavaorora ini Nyangwe kutondizonda ndakavaorora ini Heee rasvika Gamba Kutonga kwaro Gamba Ngoma kwainorira Gamba Ngoma yamakajaira Gamba Inofadza nenherera Gamba Gamba ramakajaira Gamba Kutonga kwaro Gamba Kutonga kwaro Gamba Kutonga kwaro Gamba Kutonga kwaro Gamba Kutonga kwaro Gamba Kutonga kwaro Gamba Haiwa hongu here ndende vasikana Pamusoroi mambo Hongu here ndende muchadura Pamusoroi mambo Haiwa hongu here ndende vasikana Pamusoroi mambo Hongu here ndende muchadura Hongu here ndende varumewee Hongu here ndende muchadura
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out