Lyrics

Mwari ndine mubvunzo mukuru kwazvo Sei Mwari makandiremedza? Mwari ndine mubvunzo mukuru kwazvo Sei Mwari makandiremedza? Makanga musina here chido chekusika munhu? Apa Baba makavirima Makanga musina here chido chekusika vanhu? Apa Baba makadada Motipa hupenyu imi motorazve Apa Baba makavirima Motipa hupenyu imi mobvutazve Apa Baba makadada Makatitumira mutumwa imi Baba (Mutumwa asina tsitsi) Ndokutitumira mutumwa isu pasi pano (Mutumwa asina ngoni) Makatitumira mutumwa imi Baba (Mutumwa asina tsitsi) Ndokutitumira mutumwa isu pasi pano (Mutumwa asina ngoni) Chero ani nani anongotora Chero ani nani anongotora Chero ani nani anongotora Chero ani nani anongotora Mutumwa wenyu Mambo imi Mutumwa wenyu Baba Mutumwa wenyu Mambo Mutumwa wenyu uyu haana tsitsi Mutumwa wenyu Mambo imi Mutumwa wenyu Baba Mutumwa wenyu Mambo Mutumwa wenyu uyu haana tsitsi Honai vanhu vapera Babawe (nemutumwa wenyu Baba) Honai vanhu vapera kufa Mutumwa wenyu uyu haana tsitsi Honai vanhu vapera Babawe (nemutumwa wenyu Baba) Honai vanhu vapera kufa Mutumwa wenyu uyu haana tsitsi Ndokugumisira tamupawo zita (Zita rekuti rufu) Asika mhuri inochema Mutumwa wenyu uyu haana tsitsi Takazogumisira tamupawo zita (Zita rekuti rufu) Asika mhuri inochema Mutumwa wenyu uyu haana tsitsi Mutumwa wenyu Mambo imi Mutumwa wenyu Baba Mutumwa wenyu Mambo Mutumwa wenyu uyu haana tsitsi Mutumwa wenyu Mambo imi Mutumwa wenyu Baba Mutumwa wenyu Mambo Mutumwa wenyu uyu haana tsitsi Mutumwa wenyu Mambo imi Mutumwa wenyu uyu haana tsitsi Honai vanhu vapera Babawe (nemutumwa wenyu Baba) Honai vanhu vapera kufa Mutumwa wenyu uyu haana tsitsi Takazogumisira tamupawo zita (Zita rekuti rufu) Asika mhuri inochema Mutumwa wenyu uyu haana tsitsi Mutumwa wenyu Mambo imi Mutumwa wenyu Baba Mutumwa wenyu Mambo Mutumwa wenyu uyu haana tsitsi
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out