Lyrics

Mwana wangu terera kani zvandinotaura Rusiya mwanangu Mwana wangu terera kani zvandinotaura Terera mwanangu Mwana wangu terera kani mubereki mukuru Rusiya mwanangu Mwana wangu terera mubereki ndiMwari Rusiya mwanangu Moyo muchena wavo yemurawo mwanangu Kubvira uri mucheche vachikurera Moyo muchena wavo yemurawo mwanangu Kubvira uri mucheche vachikuchengeta Kushinga kwaamai yemurawo mwanangu Mwedzi mipfumbamwe mai vakazvitakura Kushinga kwaamai yemurawo mwanangu Mwedzi mipfumbamwe mai vakazvitakura Usati vakakutuma iwe woti munonetsa Uchavaripa riini basa ravo ravakaita Usati vakakutuma iwe woti munoshusha Uchavaripa riini basa ravo ravakaita Iwe yemurawo amai nababa Yemura yemurawo amai nababa Iwe yemurawo amai nababa Yemura yemurawo amai nababa Kuti unzi ticha zvakabva kuvabereki Yemura yemurawo amai nababa Kunzi wakanaka zvakabva kuvabereki Yemura yemurawo amai nababa Yemura yemurawo amai nababa Yemura yemurawo amai nababa Yemura yemurawo amai nababa Yemura yemurawo amai nababa Ah umm iwe Siphiwe! Baba! Eh chimbondicherera mvura yekunwa uko Haa baba munonetsavo imi haa imi haa Aikazve manje so ha va'mana Eh Jimi! Baba! Chimbonditorera foja yangu iri mumba umu Ah baba pane pandiri kumhanyiraka mudhara Vakomana manje so Ha vakomana ende zvakaoma Ko zvandichazotiwo ndakabereka zviri kupi? Ukamutuma zvanzi hee munonetsa Ukatuma uno kwanzi hee ndinoda kuenda kudhindindi Iwe yemurawo amai nababa Yemura yemurawo amai nababa Iwe yemurawo amai nababa Yemura yemurawo amai nababa Kuti unzi ticha zvakabva kuvabereki Yemura yemurawo amai nababa Kunzi wakanaka zvakabva kuvabereki Yemura yemurawo amai nababa Yemura yemurawo amai nababa Yemura yemurawo amai nababa Yemurawo yemurawo amai nababa Yemura yemurawo amai nababa
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out