Featured In

Credits

PERFORMING ARTISTS
Oliver Mtukudzi
Oliver Mtukudzi
Performer
COMPOSITION & LYRICS
Oliver Mtukudzi
Oliver Mtukudzi
Songwriter

Lyrics

Aiwa ba Aiwa ba Aiwa ba Mai varamba ava, amai varamba (aiwa ba) Mai varamba ava, amai varamba, varamba (aiwa ba) Mai varamba ava, amai varamba, varamba amai, varamba amai (aiwa ba) Hanzi wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba) Wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba) Wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba) Aiwa ba Aiwa ba Aiwa ba Memuyemedza mwana kumuyemedza kudai, mai varamba (aiwa ba) Memuyemedza mwana kumuyemedza bhoyi, mai varamba ava (aiwa ba) Memuyemedza mwana kumuyemedza bhoyi, mai varamba ava (aiwa ba) Hanzi wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba) Wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba) Wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba) Aiwa ba Aiwa ba Aiwa ba Rudo rudziiko, kuyemedza mwanakoma? (Aiwa ba) Rudo rudziiko, kuyemedza mwanakoma? (Aiwa ba) Ndozviziva ndiye ega mwanakomana pamusha pano, mai varamba ava (aiwa ba) Ndozviziva ndiye ega mwanakomana pamusha uno, mai varamba ava (aiwa ba) Kuzviziva ndiye ega mwanakomana shuwa, mai varamba ava (aiwa ba) Hanzi wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba) Wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba) Wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba) Aiwa ba Aiwa ba Aiwa ba Mai varamba ava, amai varamba, varamba, varamba amai (aiwa ba) Mai varamba ava, amai varamba, varambaka, varamba amai (aiwa ba) Hanzi wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba) Wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba) Wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba) Wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba) Wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba) Wotosairira semombe, chaachigondora chozvitungira (aiwa ba)
Writer(s): Oliver Dairai Mtukudzi Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out