Lyrics

Hot Property Music (Hot Property Music) Pari Triky (pari triky) Anna Yako (Anna Yako), Aya T (Aya T) Inga wakandisimbisa baby (ohh ohh) Ukati haundisiyewo baby (ohh ohh) Ko nhasi wakudei? Babie haachadawo nezvangu Babie haachadawo nezvangu Babie haachadawo nezvangu Babie haachadawo nezvangu Hameno Chaanongoda chete kundipa stress, kuti inini ndifunge nezvake chete Kungondiramba zvinhu zvacho zvoiita worse (hameno) Chaanongoda chete kundipa stress, kuti inini ndifunge nezvake chete Kungondiramba zvinhu zvacho zvoiita worse Haachadawo nezvangu Babie haachadawo nezvangu Babie haachadawo nezvangu Babie haachadawo nezvangu Hameno Wani wakandisimbisa kubva pandakada Ukati haundisiye babie ndichikuda Ko nhasi wavakuenda here uchindisiya babie, hameno? Hoo hoo zvinoita rudo, mumwe wangu ndiwe here wandakada? Kundisiya nechironda here chisingapore babie Babie haachadawo nezvangu Babie haachadawo nezvangu Babie haachadawo nezvangu Babie haachadawo nezvangu Hameno Chaanongoda chete kundipa stress, kuti inini ndifunge nezvake chete Kungondiramba zvinhu zvacho zvoiita worse (hameno) Chaanongoda chete kundipa stress, kuti inini ndifunge nezvake chete Kungondiramba zvinhu zvacho zvoiita worse Haachadawo nezvangu Babie haachadawo nezvangu Babie haachadawo nezvangu Babie haachadawo nezvangu Hameno (hameno) Babie usandisiye ndichikuda Usandidaro (usandidaro) Wabva watondipedza simba Koo sei wandidaro dhiya? Nditori munhuwo anorwadziwa Zvawandirambira ndoda kuziva Wazondisiya nestress mupfungwa Babie haachadawo nezvangu Babie haachadawo nezvangu Babie haachadawo nezvangu Babie haachadawo nezvangu Hameno Chaanongoda chete kundipa stress, kuti inini ndifunge nezvake chete Kungondiramba zvinhu zvacho zvoiita worse, hoo (hameno) Chaanongoda chete kundipa stress, kuti inini ndifunge nezvake chete Kungondiramba zvinhu zvacho zvoiita worse Haachadawo nezvangu Babie haachadawo nezvangu Babie haachadawo nezvangu Babie haachadawo nezvangu Hameno Wani wakandisimbisa kubva pandakada Ukati haundisiye babie ndichikuda Ko nhasi wavakuenda here uchindisiya babie? (Hameno) hoo hoo zvinoita rudo Munhu wangu ndiwe here wandakada? Kundisiya nechironda here chisingapore babie Babie haachadawo nezvangu Babie haachadawo nezvangu Babie haachadawo nezvangu Babie haachadawo nezvangu Hameno Chaanongoda chete kundipa stress, kuti inini ndifunge nezvake chete Kungondiramba zvinhu zvacho zvoiita worse (hameno) Chaanongoda chete kundipa stress kuti inini ndifunge nezvake chete Kungondiramba zvinhu zvacho zvoiita worse Haachadawo nezvangu Babie haachadawo nezvangu Babie haachadawo nezvangu Babie haachadawo nezvangu Hameno
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out