Music Video

Kapuka Kanonzi Rudo Tongai Moyo & Utakataka Express
Watch {trackName} music video by {artistName}

Featured In

Credits

PERFORMING ARTISTS
Tongai Moyo & Utakataka Express
Tongai Moyo & Utakataka Express
Vocals
COMPOSITION & LYRICS
Tongai Moyo & Utakataka Express
Tongai Moyo & Utakataka Express
Songwriter

Lyrics

Varume Ndikafunga kapuka kanonzi rudo (vakomana) Dzimwe nguva hana yangu inorova (veduwe) Ndikafunga kapuka kanonzi rudo (vakomana) Dzimwe nguva hana yangu inofara (varume) Ndikafunga kapuka kanonzi rudo (vakomana) Dzimwe nguva hana yangu inorova (pane vamwe) Pane vamwe vana baba vakatisiya (chokwadi) Pamusana pake iye rudo (pane vamwe) Pane vamwe vana mai vakatisiya (chokwadi) Pamusana pake iye rudo Vazhinji (vazhinji vacho tarirai varikufara) Chokwadi (pamusana pake iye rudo) Vazhinji vacho (vazhinji dzimba dzakatomira) Ingawani (pamusana pake iye rudo) Vazhinji vacho (vazhinji vacho tarirai tarirai vakatopfuma) Chokwadi (pamusana pake iye rudo) Vamwe vacho (vamwe vacho tarirai varikushanda) Ingawani (pamusana pake iye rudo) Vamwe vacho (vamwe vacho mabasa akatopera) Chokwadi (pamusana pake iye rudo) Vamwe vacho (vamwe vacho tarirai vakatosuwa) Ingawani (pamusana pake iye rudo) Varume Ndikafunga kapuka kanonzi rudo (vakomana) Dzimwe nguva hana yangu inorova (veduwe) Ndikafunga kapuka kanonzi rudo (vakomana) Dzimwe nguva hana yangu inofara (ndafunga) Ndikafunga kapuka kanonzi rudo (vakomana) Dzimwe nguva hana yangu inorova Tarira vamwe varikuchema nerudo Chiona vamwe vakagarika ivava Tarira vamwe varikuchema nerudo Chiona vamwe vakagarika ivava Tarira mumwe varikuchema nerudo Chiona mumwe vakagarika ivava Koiwe unochemei usina kumbotukwa iwe Rudo rwunochemedza dzimwe nguva, ohh Rudo rwuchinaka dzimwe nguva, ohh Rudo rwunochemedza dzimwe nguva, ohh Rudo rwuchinaka dzimwe nguva, ohh Rudo rwunochemedza dzimwe nguva, ohh Asi rwuchinaka dzimwe nguva, ohh Koiwe unochemei usina kumbotukwa iwe Rudo rwunochemedza dzimwe nguva, ohh Rudo rwuchinaka dzimwe nguva, ohh Rudo rwunochemedza dzimwe nguva, ohh Rudo rwuchinaka dzimwe nguva, ohh Rudo rwunochemedza dzimwe nguva, ohh Asi rwuchinaka dzimwe nguva, ohh Rudo kana rwonaka Rwunodeedzera, "Maihwe ndanakidzwa" Huya uone Asi kana chobvondoka "Iii maihwe ndabaiwa kamoyo kangu" Rudo kana rwonaka Rwunodeedzera, "Maihwe ndanakidzwa" Huya uone Asi kana chobvondoka "Iii maihwe ndabaiwa kamoyo kangu"
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out