Lyrics

Ahaa (Oskid Production) haa, hoo, nana Mudiwa wangu ndazvipira Ndoda kugara newe Munhamo zvese nematambudziko Ndoda kugara newe Hazvina mhosva ndiri murombo Asi ndoda kugara newe Wee, ndoda kugara newe Ehh, n'dakugara newe Wee, n'dakugara newe Wee, n'dakugara newe Zvakawanda tichatsvaga babe rangu Inzwa unzwe kuchema kwangu Babe urimumwe wangu Wadii, owner nemoyo wangu? Wee, ndoda kugara newe Wee, n'dakugara newe Wee, n'dakugara newe Wee, n'dakugara newe Rudo rwako rwaunondipa (hee) Babe runondinakidza Nyatsobata ruoko rwangu Babe usandisiye Ndiwe wega muhope dzangu (hee) Baby uri ruva rangu Handikusiye mudiwa wangu Neniwo usandisiye Wee, ndoda kugara newe Wee, n'dakugara newe Wee, n'dakugara newe Wee, n'dakugara newe Wee, n'dakugara newe Wee, n'dakugara newe Wee, n'dakugara newe Wee, n'dakugara newe Zvakawanda tichatsvaga babe rangu Inzwa unzwe kuchema kwangu Babe urimumwe wangu Wadii, owner nemoyo wangu? N'dakugara newe N'dakugara newe N'dakugara newe N'dakugara newe N'dakugara newe N'dakugara newe N'dakugara newe
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out