Lyrics

I know you Nyatsochecka ma settings, ma runnings Chenjera wangu moyo chenjera Chenjera wangu moyo chenjera Rudo ibofu sometimes Dai ndaizivawo Ndisina kumbonyurawo murudo newewe, my love Rudo ibofu sometimes Dai ndaizivawo Ndisina kumbonyurawo murudo newewe, my love Moyo wangu wakautora ndobva wautsondatsonda Uri mhondi yerudo Kuita kundiponda ponda Dzimwe nguva unotyisa Kuita kunge anakonda Usandisiya darlie wangu Ndingazowonda wonda Dzimwe nguva anonditeya Nechikirimbani cherudo Vamwe vangu vanondiudza kuti uchafa nerudo Kuita kupenga nerudo Kutamba nerudo Kuita kupenga nerudo Kuchema nerudo Rudo ibofu sometimes Dai ndaizivawo Ndisina kumbonyura murudo newewe, my love Rudo ibofu sometimes Dai ndaizivawo Ndisina kumbonyura murudo newewe, my love Rume risinganyepe hona hariroore Inini moyo wangu handiwore Chisiri changu chese handitore Vamwe vanofunga kuti zvirinyore. Zvimwe dai wakandiudza kuti ndizvo zvauri Zvimwe dai ndakawana mumwe pamwe ndava nemhuri Rudo ibofu sometimes Dai ndaizivawo Ndisina kumbonyurawo murudo newewe, my love Rudo ibofu sometimes Dai ndaizivawo Ndisina kumbonyurawo murudo newewe, my love Chenjera wangu moyo chenjera Chenjera wangu moyo chenjera Vangazoku ponda ponda chenjera Uvangwarire moyo chenjera Rudo ibofu sometimes Dai ndaizivawo Ndisina kumbonyurawo murudo newewe, my love Rudo ibofu sometimes Dai ndaizivawo Ndisina kumbonyurawo murudo newewe, my love Moyo wangu wakautora ndobva wautsondatsonda Uri mhondi yerudo Kuita kundiponda ponda Dzimwe nguva unondityisa Kuita kunge anakonda Usandisiya darlie wangu Ndingazo wonda wonda Dzimwe nguva anonditeya nechikirimbani cherudo Vamwe vangu vanondiudza kuti uchafa nerudo Kuita kupenga nerudo Kutamba nerudo Kuita kupenga nerudo Kuchema nerudo Rudo ibofu sometimes Dai ndaizivawo Ndisina kumbonyurawo murudo newewe, my love Rudo ibofu sometimes Dai ndaizivawo Ndisina kumbonyurawo murudo newewe, my love
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out