Lyrics

Gafa chete, chete chete Gafa chete, chete chete Gafa chete Uhoyi Vamwe vati ita chiindependent candidate Mavotes unowana percentage 100 Hapachada zvemapato pakuda solo zheti Vakomana musazononokera corigate Hapachada mafunny apa pakuda chigafa muparliament Ndipei mukana pakabooka ndonovhara vende SaMoses ndinotungamira huyai tiende Munosiya mandigadza muparliament Zvebasa pavakuda chigafa muparliament Ndipei mukana pakabooka ndonovhara vende SaMoses ndinotungamira huyai tiende Munosiya mandigadza muparliament Point of order Mr Speaker, paghetto ndinokumbira kuti dai masvika Hapamboda zvekutumira, huyai mega muzvionere maghetto youths aka sticker Nekuti kufa kwema youths ndokufa kwenyika Pachapagarwa nani ipapo muchinge madzika? Handimbo widthdrawer statement rangu itai serious imika Hapachada mafunny apa pakuda chigafa muparliament Ndipei mukana pakabooka ndonovhara vende SaMoses ndinotungamira huyai tiende Munosiya mandigadza muparliament Zvebasa pavakuda chigafa muparliament Ndipei mukana pakabooka ndonovhara vende SaMoses ndinotungamira huyai tiende Munosiya mandigadza muparliament Pagheto tateketera panematsutso vazhinji venenge marechera, dambudzo Yasvika nguva zvino yokuti tiyambuke vakomana musazonetera zambuko Tombomira kusimbisana pakuda shanduko, Kana mati pasi ratsamwa ndauya nepfuko Mava neayo vari pasi ndaisa zvanza ndakanda mutupo Hapachada mafunny apa pakuda chigafa muparliament Ndipei mukana pakabooka ndonovhara vende SaMoses ndinotungamira huyai tiende Munosiya mandigadza muparliament Zvebasa pavakuda chigafa muparliament Ndipei mukana pakabooka ndonovhara vende SaMoses ndinotungamira huyai tiende Munosiya mandigadza muparliament Pakuda chigafa muparliament Pa-pa-pa pakuda chigafa muparliament Pakuda chi- chigafa muparliament, parliament Hapachada mafunny apa pakuda chigafa muparliament Ndipei mukana pakabooka ndonovhara vende SaMoses ndinotungamira huyai tiende Munosiya mandigadza muparliament Zvebasa pavakuda chigafa muparliament Ndipei mukana pakabooka ndonovhara vende SaMoses ndinotungamira huyai tiende Munosiya mandigadza muparliament Ga-gafa chete, chete chete Gafa chete, chete chete Ga-gafa chete Uhoyi!
Writer(s): David Hirschfelder Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out