Lyrics

Ehe, ehe Heng! Maninja Lipsy Bigmani Hee! Pandakuona uchipfuura Bigmani Ndakufarira ini ndakufarira Une bhachi nejini rako Ndaifarira ini ndaifarira Pandazoona wakanditarisa Yarova hana yangu yarova Ndamboita kunge ndafa Kukugaira babe, kugaira Saka handinonoke ku planner Ndenge ndakuona ini newe tichidanana Ndenge ndakuona taa mukomana nemusikana Tiri mufirimu dhiringi tichimwisana Kana neni ndaona takudanana Kana neni ndaona taa nevana Ini Lipsy ndiri mai vevana Iwe Bigmani uri baba vevana Hoo, ndotenda Mwari mandipa interest Ini ndinotenda vandipa mufesi Ngatidanane tichienda mberi pasina reverse Wozouya kumba Bigmani, owo adhiresi Ndikauya handizovhurumuswa here nana tsano Aiwa huya, ndinogaya zano Rangarira ndakapindirwa nemwana wevanhu pamubhedha Hadzisi ngano Bigmani ini chimboinditemba Nei? Nekuti ini ndine skiri Babe, unozviziva kuti tsuro haimbofa yakapona murutsva kaviri Pandakuona uchipfuura Bigmani Ndakufarira ini ndakufarira Une bhachi nejini rako Ndaifarira ini ndaifarira Pandazoona wakanditarisa Yarova hana yangu yarova Babe, ndamboita kunge ndafa Kukugaira babe, kugaira Saka handinonoke ku planner Ndenge ndakuona ini newe tichidanana Ndenge ndakuona taa mukomana nemusikana Tiri mufirimu dhiringi tichimwisana Kana neni ndaona takudanana Kana neni ndaona taa nevana Ini Lipsy ndiri mai vevana Iwe Bigmani uri baba vevana Pa facebook ndotsvaka ndichiti ani Ndinonzi Lipsy, ndiri big fan Babe, usambonyara makorokoto Wapinda murudo neni Bigmani Aah! Une vasikana vangani Ndange ndirina parizvino ndava ne one Aiwa chimbomira kundinyepera Taura chokwadi unyadzise satani Ndakambodanana naTsitsi akandi cheater Ichokwadi bvunza kana Sulumani Saka mufesi wangu ndichamutii Unongomuudza wazowana ari nani Pandakuona uchipfuura Bigmani Ndakufarira ini ndakufarira Une bhachi nejini rako Ndaifarira ini ndaifarira Pandazoona wakanditarisa Yarova hana yangu yarova Ndamboita kunge ndafa Kukugaira babe, kugaira Saka handinonoke ku planner Babe, ndakuona ini newe tichidanana Babe, ndakuona taa mukomana nemusikana Tiri mufirimu dhiringi tichimwisana Kana neni ndaona takudanana Kana neni ndaona taa nevana Ini Lipsy ndiri mai vevana Iwe Bigmani uri baba vevana Maninja Lipsy Bigmani Hee!
Writer(s): Wallace Chirumiko Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out