Lyrics

Hot Property Nyatsocheka Mukuru mukuru Ndakatokunyora mumoyo, mudiwa wangu une rudo Usazondidzima mumoyo, mudiwa wangu ndine rudo Moyo wangu, moyo wangu, wakazara nerudoka iwe mudiwa wangu Moyo wangu, moyo wangu, wakazara nerudoka iwe mudiwa wangu Wandibata pamoyo, mudiwa wangu une rudo Chitsidzo chiripo pamoyo, mudiwa wangu une rudo Handifunge zvekarekare, mudiwa wangu tiri paye paye Kana taonana ngatifare, ndiwe unoita ini ndisarara Moyo wangu, moyo wangu, wakazara nerudoka iwe mudiwa wangu Moyo wangu, moyo wangu, wakazara nerudoka iwe mudiwa wangu Ndoda kuti uvangwarire, vanoda kutipesanisa Haiwa handife ndakoniwa kukuda ndiwe unorira Haiwaiwa wakaba moyo wangu, hakuna wandichapa rudo Chirega kuchema mhere, ndokuda ndiwe unorira Moyo wangu, moyo wangu, wakazara nerudoka iwe mudiwa wangu Moyo wangu, moyo wangu, wakazara nerudoka iwe mudiwa wangu Wandibata pamoyo, mudiwa wangu une rudo Chitsidzo chiripo pamoyo, mudiwa wangu une rudo Handifunge zvekarekare, mudiwa wangu tiri paye paye Kana taonana ngatifare, ndiwe unoita ini ndisarara Moyo wangu, moyo wangu, wakazara nerudoka iwe mudiwa wangu Moyo wangu, moyo wangu, wakazara nerudoka iwe mudiwa wangu Moyo wangu, moyo wangu, wakazara nerudoka iwe mudiwa wangu Moyo wangu, moyo wangu, wakazara nerudoka iwe mudiwa wangu
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out