Lyrics

Kunyangwe zuva rikandidzimira rwendo rwangu rwove murima Ndofarira chimwe chete (kuna Mwari kudenga) Kunyangwe tsoka dzikandirwadza nzira ichingove makata Ndofarira chimwe chete (kuna Mwari kudenga) Kunyangwe ndikava mumatare panyika ino ine nhamo Ndinofarira chimwe chete (kuna Mwari kudenga) Ndingasvike pakufara, kusvika pakufarisa Ndinodzorwa naniko? (Kuna Mwari kudenga) Ndingasvike pakusuwa, ndisvike pakuchema Munyaradzi ndiani? (Kuna Mwari kudenga) Hee, kuna Mwari kudenga (kuna Mwari kudenga) Chokwadi kuna Mwari kudenga (kuna Mwari kudenga) Kunyangwe zuva rikandidzimira rwendo rwangu rwove murima Ndofarira chimwe chete (kuna Mwari kudenga) Kunyangwe tsoka dzikandirwadza nzira ichingove makata Ndofarira chimwe chete (kuna Mwari kudenga) Kunyangwe ndikava mumatare panyika ino ine nhamo Ndinofarira chimwe chete (kuna Mwari kudenga) Ndingasvike pakufara, ndisvike pakufarisa Ndinodzorwa naniko? (Kuna Mwari kudenga) Nyangwe ndikava pakuchema, ndisvike pakusuwa Munyaradzi ndiani? (Kuna Mwari kudenga) Hee, kuna Mwari kudenga (kuna Mwari kudenga) Kuna Mwari kudenga (kuna Mwari kudenga) Chokwadi kuna Mwari kudenga (kuna Mwari kudenga) Kuna Mwari kudenga (kuna Mwari kudenga) Hee, variko Baba kudenga (kuna Mwari kudenga) Kuna Mwari kudenga (kuna Mwari kudenga) Ndatika kuna Mwari kudenga (kuna Mwari kudenga) Chokwadi kuna Mwari kudenga (kuna Mwari kudenga) Hee, variko Baba kudenga (kuna Mwari kudenga) Chokwadi kuna Mwari kudenga (kuna Mwari kudenga) Vana Bhaari vanovata Jehovah wangu haana hope Ndiri mukundi haleluya Vana Bhaari vanoshanya Jehovah wangu haana rwendo Ndiri mukundi haleluya Vana Bhaari vanorwirwa Jehovah wanguka ndewehondo Ndiri mukundi haleluya Vana Bhaari vanovata Jehovah wangu haana hope Ndiri mukundi haleluya Hee, vana Bhaari vanoshanya Jehovah wangu haana rwendo Ndiri mukundi haleluya Vana Bhaari vanorwirwa Jehovah wanguka ndewehondo Ndiri mukundi haleluya Hee, kuna Mwari kudenga (kuna Mwari kudenga) Kuna Mwari kudenga (kuna Mwari kudenga) Chokwadi kuna Baba kudenga (kuna Mwari kudenga) Hee, variko Mwari kudenga (kuna Mwari kudenga)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out