Lyrics

Hot property, ha kuma lighters Killer T (hee po, po, po, po, po, po) Ha inzwa unzwe Maruva haadyiwe babe Saka iwe handei Ko zvenhema zvabvepi Iwe mhamha ini daddy Ndiye akati achanditengera maruva paVale Iye akati achanditengera maruva paVale Babe, usandisiya paVale Usandisiya paVale Babe, usandisiya paVale Usandisiya paVale Kana uchida mota ndinokutengera Kana uchida gomo ndinokutorera Asi ndine chinhu one chete chandinokumbira Kuti usandisiye nyangwe zvikandiomera Ndiye akati achanditengera maruva paVale Iye akati achanditengera maruva paVale Babe, usandisiya paVale Usandisiya paVale Babe, usandisiya paVale Usandisiya paVale Oh, shoko reruda riya-riya randimhanyisa pfungwa Ndoda uzive chete zvandaironga Zvese zvauchataura mudiwa wangu inini ndanzwa Usadzoka kumashure kuye kwatakabva Kunyangwe ndisipo mudiwa wangu usaita musikanzwa Ndinoda unditumbure kana ndatsika minzwa Ndiye akati achanditengera maruva paVale Iye akati achanditengera maruva paVale Babe, usandisiya paVale Usandisiya paVale Babe, usandisiya paVale Usandisiya paVale Kana uchida mota ndinokutengera Kana uchida gomo ndinokutorera Asi ndine chinhu one chete chandinokumbira Kuti usandisiye nyangwe zvikandiomera Ndiye akati achanditengera maruva paVale Iye akati achanditengera maruva paVale Babe, usandisiya paVale Usandisiya paVale Babe, usandisiya paVale Usandisiya paVale Ndiye akati achanditengera maruva paVale Iye akati achanditengera maruva paVale Babe, usandisiya paVale Usandisiya paVale Babe, usandisiya paVale Usandisiya paVale
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out