Lyrics

Mwari huyayi mwari huyayi mwari huyayi kuzotibatsira Mwari huyayi mwari huyayi mwari huyayi kuzotibatsira Kuzotibatsira, chimbidzai kuzotibatsira, Avo vanoda kuparadza chimbidzai kuzotibatsira Hupenyu hwavamwe Mweya mutsvene huyayi
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out