Lyrics

Zvawafunga zvekuyenda siya wavoneka Zvikanowoma ikoko unowana madzokero Asi wandigumbura Vakambo onana havashayane Pakuparadzana usandiwanzira Zvinondirwadza kuti tiparadzane Ziva gotsi rutsito Zvawafunga zvekuyenda siya wavoneka Zvikanowoma ikoko unowana madzokero Asi wandigumbura Vakambo onana havashayane Pakuparadzana usandiwanzira Zvinondirwadza kuti tiparadzane Ziva gotsi rutsito Vaitiwona tiri tose vachandibvunza "Ko mumwe aripiko?" Vaitiwona tiri tose vachakuvunza "Ko mumwe aripi?" Uchati chiiko? Uchandi nyepera? Vaitiwona tiri tose vachandibvunza "Ko mumwe aripiko?" Vaitiwona tiri tose vachakuvunza "Ko mumwe aripi?" Uchati chiiko? Uchandi nyepera? Ndaikurova ndichikutuka Iwe wakafurirwa na Paradzai Gotsi rutsito Gotsi rutsito Gotsi rutsito shamwari Vaitiwona tiri tose vachandibvunza "Ko mumwe aripiko?" Vaitiwona tiri tose vachakuvunza "Ko mumwe aripi?" Uchati chiiko? Uchandi nyepera? Vaitiwona tiri tose vachandibvunza "Ko mumwe aripiko?" Vaitiwona tiri tose vachakuvunza "Ko mumwe aripi?" Uchati chiiko? Uchandi nyepera? Ndaikurova ndichikutuka Iwe wakafurirwa na Paradzai Gotsi rutsito Gotsi rutsito Gotsi rutsito Gotsi rutsito shamwari
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out